Daily Mirror News

Daily Mirror News Telling the Real Story - Everyday
(7)

NO ZESA NO PROBLEM RECEIVE ALL EPL LIVE MATCH UPDATESRECEIVE ALL THE LATEST ZIM LOCAL BREAKING NEWS 24/7. FOLLOW THIS CH...
29/03/2024

NO ZESA NO PROBLEM RECEIVE ALL EPL LIVE MATCH UPDATES
RECEIVE ALL THE LATEST ZIM LOCAL BREAKING NEWS 24/7.

FOLLOW THIS CHANNEL βœ…

HOT TOPIC OF THE DAY πŸ₯΅πŸ”₯FOLLOW THIS CHANNEL FOR MORE https://whatsapp.com/channel/0029Va7XkovBvvsb5OoqEi1s Ndine nyaya in...
27/03/2024

HOT TOPIC OF THE DAY πŸ₯΅πŸ”₯

FOLLOW THIS CHANNEL FOR MORE
https://whatsapp.com/channel/0029Va7XkovBvvsb5OoqEi1s

Ndine nyaya inogaro ndishungurudza ndakakura ndichichengetwa kumusha kwaAmai zvese kusvikira ndane 17 years ndopandakatanga kuziva baba vangu , musi wandaenda kunoona baba vanogara kwaBhora , so ndakasvika tikatazivana vakafara tikagocha ndikarara kumba kwavo sezvo mukadzi vavo avakarora izvezvi Ainge ari Ku collage so zvakazoitika ndezvekudai baba Havana Kuda kubuda pachena kumudzimai vavo munyowani Kuti ndine mumwe mwana then ndadzokera kusckul ndorakava zuva rekupedzisira kufarirwa nababa nyangwe ndikati ndifone havadaire asi pandakavaona vakabvuma and imii takafanana kwete mbijana Hondo yakazouya pakuti Chitupa kumabasa kunodiwa Chitupa sezvineiwo mwari vakandiropafadza nechipo chekuimba zvino Kuma interviews kuTV kunodiwa Chitupa pagate zvakanditorera nguva Kuti nditambirwe pagate kuTV so ndakazotora Chitupa nesurname yekwaa Amai .. zvinova zvinongorwadxa ndodawo kuziva dzinza ndodii ndibatsireiwo pamwe iri harisiro rangu ndodii Hama ndatambura ndichadawo kuroora zvino ndoshandisa surname yamai here akomana. .dzimwe nguva ndinomboti deno zvaibvira ndatangawo rangu dzinza πŸ™πŸΌhide plz

Pane chakaipa here kuti musonese matching outfit?
24/03/2024

Pane chakaipa here kuti musonese matching outfit?

Isa caption yaunoda...πŸ˜‚πŸ™ŒπŸΎπŸ’―βœ”οΈ
14/03/2024

Isa caption yaunoda...πŸ˜‚πŸ™ŒπŸΎπŸ’―βœ”οΈ

06/03/2024

Ainyebera Boyfriends kuti ane nhumbu, kwakunyeba kuti azvara saka kuchipatara kuri kudiwa $2300😳😳

Apa aishandisa mazita evakuru kuvhundutsa boyfriend never kubasa zvekare.


VIDEO CREDIT : TINASHE CHIDAWA

Hot Topic πŸ”₯πŸ₯΅Hie Daily Mirror News Nyaya yangu inoti mukadzi wangu akabata masms andaitaura namaiguru but vari vekuukama ...
05/03/2024

Hot Topic πŸ”₯πŸ₯΅

Hie Daily Mirror News Nyaya yangu inoti mukadzi wangu akabata masms andaitaura namaiguru but vari vekuukama kwanababa but humaiguru hwacho huri kure kwazvo..vakaona masms anoti Maiguru ndinoda muuye tigofara apa ndaive ndichitodanana navo but tisina kurara tese nekuda kwedistance...saka mukadzi akabva andirova nekutsemura chigero chekugera musoro..Saka akabva adzokera kuzim but ndakange ndamukumbira ruregerero..akazoitangazve ave kumba ndikabva ndamuti enda hako kwenyu cz ange aenda kumba kwamaiguru akati ndoda kusiya vana apa vana ava vana vemufana wangu vandinogara navo.akati ndauya nevana vemurume wamai venyu apa paive nevana vechidiki ivo Gulez vari kuno kuJoni .Akatora midziyo yese yatakatenga tese akaenda nayo kwavo nemapaper estand yatatenga .Ndakabva ndatevera kuty tigadzirisane ndikati ndichauya ndotora mukadzi imbomurairai then akabva auya kujoni saka Ari kushanda manje dambudziko ndakasangana naye ane umwe murume wepamba paanogara asi mukadzi aienda kusvondo but aienge achiperekedzwa nemurume uyu vachifamba netsoko akabatirwa bible nemurume ..mubvunzo wangu unoti pakadai apa vaviri havadanani here CZ ndaida kuty adzidze kuty next time azive kwekuenda kana taita problem plus ndaida kuti azouya Dec ave kuziva zvaanoita ..ndiyo nyaya yangu

Ladies ukaona munhu wako akabatwa so unoita sei ?.
02/03/2024

Ladies ukaona munhu wako akabatwa so unoita sei ?.

Ndeipi tsumo inoenderana nepic iri ?
02/03/2024

Ndeipi tsumo inoenderana nepic iri ?

Mukadzi akasara achidyiwa bota murume aenda kunongwavha ngwavha ku South AfricaKutaurirwa Hunyimwa , Link in comment Sec...
28/02/2024

Mukadzi akasara achidyiwa bota murume aenda kunongwavha ngwavha ku South Africa

Kutaurirwa Hunyimwa , Link in comment Section πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡

Anenge aine mhosva mukokwi kana kuti wacho akoka?
27/02/2024

Anenge aine mhosva mukokwi kana kuti wacho akoka?

Maofficer edu arikushanda veduwe, serving the nation. πŸ˜‚
26/02/2024

Maofficer edu arikushanda veduwe, serving the nation. πŸ˜‚

Happening now in Bindura! The Lion of Binga DUBEKO SIBANDA providing DECISIVE LEADERSHIP!!    WATCH FULL VIDEO HERE πŸ‘‡πŸ»  ...
23/02/2024

Happening now in Bindura! The Lion of Binga DUBEKO SIBANDA providing DECISIVE LEADERSHIP!!

WATCH FULL VIDEO HERE πŸ‘‡πŸ»

Published 23.02.24 BLUE REVOLUTION I ...

The evolution of Madzibaba Veshanduko πŸ”΄πŸŸ‘πŸ”΅
23/02/2024

The evolution of Madzibaba Veshanduko πŸ”΄πŸŸ‘πŸ”΅

What's causing high temperatures and low rainfall ?? Something to do have with physics or spiritual ⁉️
20/02/2024

What's causing high temperatures and low rainfall ?? Something to do have with physics or spiritual ⁉️

Nyaya yema copyrights yanetsa iyi vana Vevhu 😬😬. Munotikudii nezvataurwa namukoma Decibel ?.
16/02/2024

Nyaya yema copyrights yanetsa iyi vana Vevhu 😬😬. Munotikudii nezvataurwa namukoma Decibel ?.

Gamuchirai Nemukuyu, DJ Fantan's Former Wife, Speaks OutπŸ“Έ Mumhanzi Media
16/02/2024

Gamuchirai Nemukuyu, DJ Fantan's Former Wife, Speaks Out

πŸ“Έ Mumhanzi Media

EXCLUSIVE : We've Just Launched Our New Breakfast Club Podcast Show available on YouTube weekly LIVE between 06:00 - 09:...
14/02/2024

EXCLUSIVE : We've Just Launched Our New Breakfast Club Podcast Show available on YouTube weekly LIVE between 06:00 - 09:00 in the Morning.

SUBSCRIBE HERE πŸ‘‡πŸ»

Telling the Real Story - Everyday

What is the worst Valentine's Gift you have ever gotten and why? πŸ˜…
14/02/2024

What is the worst Valentine's Gift you have ever gotten and why? πŸ˜…

14/02/2024

Police officer sets dog on students at St Faith's Mission in Rusape as students demonstrate against a fee increase.

Who do you think will win the People's Choice Award?
11/02/2024

Who do you think will win the People's Choice Award?

Zimbabwean millionaire Sir Wicknell says he would have bought the late musician Souljah Love a new car if he were still ...
11/02/2024

Zimbabwean millionaire Sir Wicknell says he would have bought the late musician Souljah Love a new car if he were still alive.

FOLLOW Daily Mirror News βœ…

Pick your Fighter 😁?.
11/02/2024

Pick your Fighter 😁?.

DJ LEVELS waiting for his Mercedes Benz Too πŸ˜‹. Noone knows the day or the hour
03/02/2024

DJ LEVELS waiting for his Mercedes Benz Too πŸ˜‹.

Noone knows the day or the hour

Another Mercedes benz from Baba John to Dj Fantan
03/02/2024

Another Mercedes benz from Baba John to Dj Fantan

Hot topic πŸ”₯ πŸ₯΅Hi I'm a lady aged 35yrs married with 3kids...2 years ago my marriage was falling apart my husband left me ...
31/01/2024

Hot topic πŸ”₯ πŸ₯΅

Hi I'm a lady aged 35yrs married with 3kids...2 years ago my marriage was falling apart my husband left me and the kids kunogara ne girlfriend this was after ndabata ma n**e pictures in his phone yaanga apa mwana kuti atambise...Its difficult to erase those images in my brain.We fought that night and he packed a bag and left.The relatives did not do much to try kumudzora saying kwaiva kutori ne mwana saka it's our blood and iye ati mukadzi mudiki ndiye waarikuda.This was a much younger lady than me 26 yrs if I'm not mistaken.Ndakamborwara that time with ulcers and my friend was there for me...she started going kuma counselling sessions with me.About a year and a half zvaitika I Started seeing someone a very kind hearted divorcee who was very patient with me and willing to wait for me until I'm ready to get into an intimate relationship.We would go on dates check on each other and all...Before the last year ended in August my husband came home and said I want my family back he pleaded with me and I just called his family to tell them kuti vadzoka.I really didn't care why he was back Honestly because I was experiencing a different kind of love and getting attention elsewhere...we were roommates which bothered him and led him to the discovery that I was dating someone else.Only then ndipo pakadaidzwa dare ndichitongeswa pakazobuda nyaya yekuti he found out through maDNA kuti mwana anga asiiri wake.That day akabvunzwa kuti urikuda kusiya mukadzi here akati kwete his 3 brothers tried to convince him kuti andipe gupuro saying kana mukadzi atombodanana nemumwe munhu the union is over asi iye akati I want to fix my family.Now my issue is ndakaona ma messages showing kuti achiri kutumira this lady mari akaita a transaction ye $500, $200 and another ye $120 recently pa phone and I didn't ask iniwo I'm still talking to that guy nothing serious but we talk every day and see each other kana ndiri flexible...My question is we seem to be at peace staying under the same roof and getting up to our own business, is this how other people are living in their marriages is this sustainable? That said my kids seem happier and we are doing a good job playing happy home but there's no love between us, he came back for shelter it seems and i have accepted our living arrangement we are both in our 40s(over 45) tinochembedzana here or we are in denial...

THE ROAR πŸ”₯πŸ‡¨πŸ‡»  |
19/01/2024

THE ROAR πŸ”₯πŸ‡¨πŸ‡»

|

HOT TOPIC πŸ”₯πŸ₯΅I am a 35 year old lady. I got married a bit late, at 32. When I got married, I and my husband were staying ...
19/01/2024

HOT TOPIC πŸ”₯πŸ₯΅
I am a 35 year old lady. I got married a bit late, at 32. When I got married, I and my husband were staying in Zvishavane. That’s where we met pabasa. A year after our wedding, my husband said we needed to transfer to Harare to live with his sick mother. That was after his only sister had said kuchengeta Mama kwaakumuremera ari ega. She is married and has a big family of five children. So we transferred to Harare. Kubva pandakauya ndini ndanga ndichichengeta amai. The best I could do was make sure kuti vadya uye varikuwana mishonga yavo. My mother warned me from doing stuff like kuvagezesa, she said I should never do that. Now, sadly, amai vakashaya last year around this time. Paweekend yatasiya iyoyi, kwakaitwa Nyaradzo yavo. Panyaradzo pakataurwa masoko akawanda nevanhu vakawanda. Akatanga nyaya iyi muzukuru wemurume wangu mukuru wacho. Ndakanzi ndiri muroyi. Kwete zvekunyenyeredza, right in my face, hama dzangu dziripo. Paitopopotwa. Kwakanzi dai ndakabata amai zvakanaka vasina kusvika pakufa. I don’t know chandakatadza zvangu but I was hurt to the core. Murume wangu akamboda kutaura akanyararidzwa achinzi muroyi wako akakudyisa hauna chaunotaura. I have decided kuti marriage yacho ipere zvayo. We don’t have any children saka kana vachiona muroyi I think I can leave. The pressure is coming from my paents kuti ndisasiye marriage. They are saying my husband is a good man, but his goodness is being overtaken nemashoko evanhu vake! I don’t know what to do or think. Pandanyora this hot topic I am not even sure kuti what kind of help do I even need. My emotions are a mess. I just need to vent.

18/01/2024

Kuudza mwana kuti pane anomisa Gafa i Child abuse
πŸ”₯🐐πŸ”₯

What's your favourite character from Chief Ben's comedy skits Tsano or Hustler??
18/01/2024

What's your favourite character from Chief Ben's comedy skits Tsano or Hustler??

Address

Chinhoyi

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Daily Mirror News posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Share


Other Media/News Companies in Chinhoyi

Show All

You may also like