Mafashamu kuSakubva, Mutare nhasi.... Madzi agwa nyamutsi.
Wangani wakaita fight nekuda kwekuti mombe dzawo dzarowa....
Ingawe training.... Catch them young yere or iAbuse...
Asi chinenge chichimboitika chinyi nhayi?
University of Zimbabwe yazviita yagadzira chidhori chinodudzira zvawabvunza. Hamufungewo kuti tichazodawo chinotaura mutauro wedu yere?
Chirongwa che Sister-to-Sister chirikubatsira zvikuru mukuderedza nekutapurira kwehutachiwana hweHIV and AIDS. Mashoko aya ataurwa nakanzera we ward 10 Councilor Rose Tanyaradzwa Mukodza apo vanga vachitaura nevatori venhau pachirongwa cheNational Aids Council (NAC) pamberi pegadziriro dzekupembera zuva reWorld Aids day maRusape pachikoro cheJohn Cowie Primary School kumaNicaland.
vaenderera mberi vachiti
chirongwa che
Sister- to -Sister chasimudzira vasikana vechidiki varipakati pemakore gumi nemashanu(15) kusvika makumi msviri nemana (24),avo vari panjodzi huru yekusanga neutachiwana hwe HIV , kuburikidza nekuvapa ruzivo zvakare nekuvafundisa mabasa emaoko uye nekushandisa mari dzavo zvine ungwaru.
World aids day gore rino iri kufamba nedingindira inoti Take the right parth my health my rights our responsibility.
National AIDS Council of Zimbabwe
VANOONA NEZVEHUTANOVINETSEKANA ZVICHITEVERA KUWANDA KWEMADZIMAI NEVARUME VACHIDIKI VARI KUBATWA NEZVIRWERE ZVEPABONDE
VECHIDIKI VARI PAKATI PEMAKORE MAKUMI MAVIRI KUSVIKAPAMA MAKUMI MAVIRI ANENEPFUMBAMWE NDIVO VARI KUWANIKWA VANEZVIRWERE ZVEPABONDE KANA KUTI NJOVHERA (STIS) AYA MASHOKO ATAURWA NEMUKURU MUBAZI RENATIONAL AIDS COUNCIL KANA KUTI (NAC) MUNZVIMBO YEMUTARE RURAL MUZVARE KIM MUBAIWA .
MUZVARE MUBAIWA VAKATURA MASHOKO AYA VACHIPA CHIMIRO CHENZVIMBO UYE NENZIRA DZIRI KUSHANDISWA KUDEREDZA KUTAPURIRANWA KWEHUTACHIWANA HWEHIV NENZIRA KUSHANDURA MAFUNGIRO MARINGE NEZVEHUTCHIWANA HWEHIV.
Hon Minister Anxious J Mugadza in Nyanga today.
Kuchengetedza madoro kune zvakunokoshera Muhowa Stanford nemukokwa kubva kuEMA Nyanga District SaMhandu…..