Chitungwiza clean up campaign at Zengeza 2 Shop.
Chitungwiza Residents Trust - Chitrest Chitungwiza Community Development Network Municipality of Chitungwiza Chra Harare Vendors Initiative for Social and Economic Transformation VISET Harare Residents' Trust (HRT) Emancipate Disability Constituency Trust Zimbabwe Association of Community Radio Stations - Zacras
#Notolitter
Lorry caught fire just after Family 24 along Bulawayo Road just outside Harare.
Video Credit: CORAH Citizen Journalist James Gweshe
Masangano anomirira muchovha inofamba neveruzhinji opokana nechirongwa chakatorwa nehurumende kuti vambomira kufamba nzendo dzirikure,vachiti dando iri rinounza huori pakati pevemakombi nemapurisa.
Mukuru wekanzuru yeguta reHarare Cllr Jacob Mafume voti kanzururu haisi kuita basa rato nemazvo kubudikidza nechinangwa Chavo chekuti guta rishambidzike zvarainge rakaita makare kare.
Sangano re Shamwari Yemwanasikana rotenda nyika ye China nekuparura chirongwa chekuchengeta zvipfuyo pamwe nezvirimwa munzvimbo ye Seke, vachiti madzimai pamwe nevanasikana vachabatsirikana
News / Nhau
Aimbova mutungamiri we guta re Epworth Cllr Annah Sande voparura chirongwa chekupa madzimai pamwe nevana sikana zvikwanisiro zvokushandisa munguva yekuteera.
Vagari veChitungwiza vakumbira kuhurumende kuti vacherechedze magariro evanhu munyika sezvo veruzhinji varikunyunyuta nekushaya mvura, magetsi nemigwagwa yakanaka.
Sangano re Zimbabwe Regulation Authority Authority romisa makambani gumi nemanwomwe kuita basa rekutengesa mafuta edzimotokari nechikonzero chekuti havana mangwaro akakwana uye havasi kuita basa ravo nemazvo
Parked or dumped?
This vehicle was spotted along Stan Hill Road, Meyrick Park, this morning (Saturday 31 August 2024).
The water crisis has been further worsened by unregulated commercial and water abstraction that has seen the lowering of the water table resulting in most domestic boreholes drying up. As residents turn to ground water as an alternative to this deepened water crisis, we recommend regular chemical and biological water testingfor boreholes to ascertain the quality of water.
Chra Harare Harare Residents' Trust (HRT) Zimbabwe Association of Community Radio Stations - Zacras The City of Harare Harare Metropolitan Residents Forum @
Vanhu varikuvanda nenyama paJoza apa.Tsano vafunga kusheedza tsano vavo
News / Nhau
Bazi rinoona nezvekuchengetedzwa kwevana nehutano royambira veruzhinji nechirwere cheMpox icho chatekeshera nyika
Murume ane makore makumi nemaviri anogara kunzvimbo yeChitungwiza omiswa pamberi pematare edzimhosva nemhaka yekuuraya mwana wemudzimai waanofambidzana naye.
Vagari venzvimbo yeChitungwiza vonyora hwaro kumatare makuru edzimhosva kuti vamise kuendeswa kwema kanzera kuchikoro cheHerbert Chitepo School of ldeology.
Nhau/Main News
Nyanzvi munyaya dzezvemabhizimusi munyika voshunguridzika nehuwandu hwezvitoro muguta vachiti zvinoderedza huremu hweguta.
Kanzuru yeguta reHarare yoti kusabhadharwa kwemitero nevanofamba nemota dzinotakura veruzhinji koderedza kuvandunzwa kwezviteshi.
Mapurisa oti nhamba yevanhu vakashaika patsaona yakaitika svondo rapera mumugwagwa weSeke road yoramba
ichikwira kubva pavanhu vana kusvika pavanomwe.
The City of Harare burst sewer pipes in Harare CBD along Angwa Street & Robert Mugabe .
Vendors Initiative for Social and Economic Transformation VISET Harare Residents' Trust (HRT) Harare Metropolitan Residents Forum Zimbabwe Association of Community Radio Stations - Zacras Chra Harare
News / Nhau
Makanzera eguta reHarare vopokana nechirongwa chehurumende chekuti vaende kuchikoro che Chitepo School of ideology.
Sangano reSimba Trust roita zvidzidzo zvekudzidzisa vaimbi kodzero dzavo pamwe nekuita basa ravo zvakanaka munzvimbo ye Mbare pa Mai Muzodzi Hall.
Vabereki venzvimbo ye Hopely voita muonera pamwe chete mukurwisana nekupedza kutorwa kwezvinodhaka nevechidiki munzvimbo iyi.
Zanupf Patriots Official youths
News / Nhau
Sangano re Zimbabwe School Examination Council royambira vadzidzi vasina kupedza bvunzo dzavo nekunyora chirongwa chema CALA kuti havasi kuwana mapepa avo.
Vagari veChitungwiza yombira kanzuru yenzvimbo iyi kuti ikoshese hutano wevafari nekufadzira mapombi anofambisa tsvina
Veruzhinji vopa maonero avo kubudikudza nebudiriro ikuitika munyika apa tatarisana nemusangano mukuru we SADC
"Kana nguva yekuti inda yakwana ndinoenda"
Sekuona kwenyu varikuinda here va Emmerson Dambudzo Mnangagwa?
Goromonzi Ward 12 women appreciating help they got from local MP Farai Jere in getting a daily bus to and from Harare. Transport shortages was affecting their movement to and from Mbare Musika where they sell their market gardening products.
The road connecting Nherera and Juru Growth Point has been in bad shape too. The local women gathered and approached MP Jere who then facilitated its rehabilitation and transporters are now willingly reaching Nherera and Juru where council offices are also located.
Zim Media Nexus Vendors Initiative for Social and Economic Transformation VISET Zimbabwe Association of Community Radio Stations - Zacras Goromonzi Rural District Council Seke Rural Development Platform Women's Action Group in Zimbabwe
Nhau/Main News
Hurumende yokwidza mari yomuripo kune vose varikuramba mari yeZIG pamwe nevari kukwidza mitengo yezvekudya munyika kubva pa US200 kusvika pa US5000
Vagari venzvimbo ye Glen Norah Ward 27 voyambirwa nezve kugadzirwa kuri kuitwa mapombi anofambisa mvura sezvo zvakakonzerwa nekugadzirwa kuri kuita migwagwa.
Sangano reZimbabwe Association of Community Radio roita chirongwa chekudzidzisa nhepfenyuro dzemunharaunda nezve mhirizhonga mudzimba.
Chitungwiza residents demanding title deeds. Municipality of Chitungwiza
Chitungwiza Residents Trust - Chitrest Ntepe-Manama Community Radio Nhimbe FM Zimbabwe Association of Community Radio Stations Zim Media Nexus International Republican Institute (IRI) Kumakomo Community Radio Amalgamated Rural Teachers Union in Zimbabwe Vendors Initiative for Social and Economic Transformation VISET Vemuganga Community Radio
#TitleDeeds
The Municipality of Chitungwiza full council
#Corruption