Munoti chii nenyaya iyi? MARRIAGE POT
This week on Marriage Pot
Ztv every Sunday 22-30 hrs -23:00hrs
@followers
Zvichiko here zvekunzi mudzimai ano bira murume wake mari, uye zvino konzerwa nei?
Ndezvipi zvaka kosha kuwanza nguva yokutamba nevana kana kuwanza nguva yokutamba ne partner yako
Vana baba Lopa muriko here uko #gweruceleb #teoevents #YaFM #harareweddings #Zvishavane
Tisa pinza vana mu politics dze marriage
This Saturday 22:30hrs pa ztv #gweruceleb #Zvishavane #teoevents #harareweddings
Munoti chii nenyaya iyi #teoevents #gweruceleb #YaFM #Zvishavane
Sleep over ndiko kukechwa #yafm#Teo events#Gweru celeb
Ngati koshese rugare rwe mwana mu marriage kwete kudya #teoevents #gweruceleb #Zvishavane
Know your strengths # MARRIAGE POT