Ndakaona something muhupenyu uhu. Ukaita chinhu chisingagonekwe nemumwe munhu kazhinji kacho ndivo vanhu vanotanga kuvenga kana kurwadziwa. Asi ukanyatso zvitarisa hauna chaunobva kana kushaiwa ukangofatira zvaitwa nemumwe kuti azokubpembererawo kana wagona. Aiwa hazvina kunzi farira zvausingade hauna chaunombobva zvekare ukango wonawo wobva wanyarara nekupfuurira kuitira kuti usa kanganisa vamwe varikuzvifarira nekuzvishandira pazvinhu zvavo.
Anyways to all those that vibe to my stuff, I really feel and appreciate the love thank you!
Hi beautiful people. I am excited to show you this recent work we did with my brother Wekwade KOV' for his sounding good song "CHOSEN." Please leave a comment, like, follow my page and share....Do anything you can to support your boy because we do this for you and for your love, we also do it with much love. Thank you!
Brendon XG