Usandikanganwe Kutsvaga Hama neshamwari Dzatakaparadzana nadzo

Usandikanganwe  Kutsvaga Hama neshamwari Dzatakaparadzana nadzo �Inbox your story�
Ndiwe ani?
(1)

Wekupi ukutsvaga ani wekupi woisa numberdzako wakwanise kuzikubata then send ku inbox we post pano follow comment section for response�

03/01/2025

Makadii mose muno..zita ndinoitwa kudakwashe Nyumba ndirikutsvagawo baba vangu vanonzi Manuel zhuwaki vaibva Mozambique asi vakasanganawo namai vangu kwa Odzi riverside.handizivi zvangu kuti vakagarawo vese kwenguva yakareba sei asi it seems vakasiyana ini ndiri mucheche.ndakazvarwa in 1991.mai vangu vainzi Rosemary Nyumba vaigara papurazi ra Sanhanga kusvika vashaika.chandinongoziva izita rababa hapana imwe information yandiinayo asi kune vangazivawo baba vangu Manuel zhuwaki munondibatawo apa 0027817954212.thanks kune vachabatsira.

03/01/2025

ndinonzi Obert mangoma ndobva chiredzi ndotsvakao munhu anonzi rosemary Ncube Mwana wekwa mpostori weku mberengwa kwa phoned ndakapedzisira kukuonai kuchiredzi ndiri baba nlgemwana wake Zita remwana ndi tichaona ndirikuno South Africa Kana pane angamuzivao chero Hama Yake ngandibetsereo Mwana azive Kuna baba bake normber dzangu 0833970241 Kana 0748440405

28/12/2024

Ndinonzi Lucia chitsungo ndinotsvagawo baba vangu vanonzi enerst matiza vanobva kumasvingo village rekwa zano kanahama dzavo

Makadii Hama ndirikutsagao vabereki vamaivangu maivangu vanonzi. Sarah Sigauke  vanotivaigara kumapurazi. Limpopo kunonz...
19/11/2024

Makadii Hama ndirikutsagao vabereki vamaivangu maivangu vanonzi. Sarah Sigauke vanotivaigara kumapurazi. Limpopo kunonziowa fokusen paduze nepurazi ramangwanani vakaparadzana nevaberekivavo mugore 1978 ikoko vayiti madzikomaavo mumweayinzi Mike mumwe Adam umwe Anna babavavo vanotivanzi Timothy Sigauke kanapane vanozivawoo mundibate panumber +27626890678

16/11/2024

Mkadii pano ndinonzi Munyaradzi Tembo ndinotsvagawo hama dzangu dzinobva kwaMutare Kubocha baba vangu vanonzi Alec Tembo ndakapedzisira kuvaona 2016 or anyone anobva kwaTembo kubocha near marange clinic anokwanisa kundibata pa number idzi+26774102386/+263787585708

14/11/2024

Masweraseiwo pano.ndirikitsvaga Vana vatete vangu Teresa .vakatorwawo nehama dzababa vavo kuenda kwarusape kare .Vana Ava ndivakwa duri,mazita avo kumbirayi anesu Na tariro ndapota Kana mawana chiziviso Ichi batayi sekuru venyu panumber dzinoti plus 848730410.ndaiva mudiki pashaya vabereki vavo,zvino ndachibaba,ndatenda hangu

13/11/2024

Hama dzadiwa ndiriku tsvaga mwana wamukoma wangu mukoma vanonzi Ndeuka kana kuti Dankson Marukutira vaishanda muna Mutare road pa Oscars real salam pa turn off ye Goromonzi meana romana uyu ainzi elias tembo Marukutira taka pedzisira kuonana mugore ra 1984 sekuru tezvara vainzi josephy mumba vaishanda sa assistance na stay cold ndaka gumisira kunzwa kuti vakano vakira musha ku nyazura nhamba dzangu vanogona kundi batsira 0776570369 baba vemukomana uyu vaka shaya

07/11/2024

Makadiko hama lm Jennifer Mujangaringa from Zim kumusha kuHwedza ndinotsvagawo mhuri yekwa Mujangaringa here is my number 0785427720/0787001951

07/11/2024

Ndinonzi polite ndinobva kuchikuti ndotsvagawo baba vangu vanonzi antony mvula vanobva chinhoyi ku gadzema kana pane anoziva family yavo ngandibate panumber idzi +27694688906

07/11/2024

Makadii hama ndinonzi Tichaona Tichafa Dongo ndiri kutsvagawo hama dzangu ndiri kuCapetwn ndiri mwana waKingstone Dongo

02/11/2024

Hie ndiri murume ane makore 33 looking for a single lady without kid(s) wekuroora in Harare my whatsapp number is 0774286163

28/10/2024

Kutsaga Joel Athor muketiwa

25/10/2024

Makadii hama ndri kutsvagawo baba vngu vanonzi luckmore Masamba or hama dzavo vachibva kuMount Darwin uye vachiera Shumba vakasiya amai vngu mugore ra1999 mai vangu vane nhumbu kwavaishanda kuhonde Valley ndokwavakasangana ikko kana pane anovazivawo uye hama dzavo ndokumbirawo a ndibate apa +263773350756

03/10/2024

Makadii hama dzangu ndinotsvakawo munhu anonzi juliat Muyambo ndine fungidziro yekuti munhu uyu akazvarwa kubva pagore ra1997, 1998 .Mai vemunhu uyu aiitwa Sekai Gweshe aibva kuMt Darwin. baba vake Zita handichatondera but second name vaitwa Muyambo vaviri ava vakaparadzana mugore 2002 ku end or fst of 2003. vaigara kumapurazi yemuBindura kunoitwa kwaBata.Baba vake vainzi vanobva kumusha kuchipinge.kna achizvinzwa Juliat , kna kuti panevanomuzivawo uyu ngaandibatewo apo 0782852279
0716128972 ndinotenda knevachabatsira

03/10/2024

Big shout out to my newest top fans! Gogo, Faith Gororo, Blessing Madondo

02/10/2024

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Faith Whata, Bernadette Phiri, Shaker Khan, Lurdes Mbonzo, Tadiwa Shonhiwa

02/10/2024

Makadini hama munashe ... ndinewo shamwari yangu mutswana anotsvagawo baba vake vanonzi Stanley marisamhuka iye akazvarwa mugore ra 2000 kana pane angazive or hama dza Stanley mocomenter pazasi will come ku inbox kwenyu

Usethekele Dhlamini udinga abakwabo,uthi ukhulele khomalumakhe esigodini,Umalume igama ngu Tshede Mguni Umnewabo igama n...
24/09/2024

Usethekele Dhlamini udinga abakwabo,uthi ukhulele khomalumakhe esigodini,Umalume igama ngu Tshede Mguni Umnewabo igama ngu Micah Dhlamini ucine eyakhile eLupane KoLusulu . Usethekele uzalwa ngu Siqedile Mguni umntaka Tshede Mguni Usobhuku Esigodini yena Usethekele use Lower Gwelo ko Bhembe .Ncedani zihlobo
I phone number0772535103
Loma ku0775730628 isithombe sakhe nanso

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Usandikanganwe Kutsvaga Hama neshamwari Dzatakaparadzana nadzo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Share