
12/04/2025
Murume uyu akashaikwa muna December, aishanda kuchipatara ari general hand pa Mvuma Hospital aiva nezvikweret zvevanhu nekubank saka aiva akukundikana kubhadhara saka akazongoshaika vanhu vakafambisa mashoko ek*ti aiva atiza zvikwereti ,saka akazowanikwa nezuro Pedyo nechicken slice asi anga atova mapfupa chete anga atova nemwedzi inokwana mishanu asingaoneki