Makadii Sisi Melly May you kindly post for me. Ndakabatwawo pacrease cancer saka ndirikufanira kunoitw operation ku Steve Biko. Biopsy yakaitwa so ndakanzi ndidzokorodzwe Kuitwa CT scan kuti vawane kundi operater.I managed to raise R1 500 kwasara R1 500 kuti Mari ikwane ye operation sezvo ndai ower hospital R10 000 nekuda kwemamwe ma Admissions andakamboitwa. Saka vakati nditsvage R3000 kuti vakwanise kundi addmiter ndiitwe operation. DOCTOR vakati ndikasire kuuya Tuesday ku SOPD vondi admitted nekuti CT scan ino expire kuti ndozoidzokorodzwa ndinenge ndisina Mari plus cancer haisati ya spreader ndanga ndichida kuti ndikasike .Ndauyawo pamberi penyu mhuri ye Zimbabwe ndakazvininpisa kuti mundibatsirewo nebasa kana riripo randingashande kusvika Monday ringandipe R1.500 or R 1 500 Ndinotenda kune vachandibatsira CT scan ndakaitwa ku Thembisa ndiko kwandinogara kudhuze ndine 36 years .Ndokumbirawo mundibatsire pamwe ndingararame ndigone kuchengeta mwana wangu ane 2 years .Sisi Melly don't Hide my phone numbers 0674978115 ndiri ku South Africa vangade further proof I will provide or vangade kufonera hospital direct you can call incase pamwe panenge Paine zvisina kujeka Ndatenda GoD Bless you All
Sis Melly makadiii sorry kuuya ku inbox kwenyu but l need your help sis.im based in SA ndoshanda stay in ndine vana vasikana two mukuru 15 yrs ,mudiki 11 years pandakauya kuno ndakavasiya nababa vavo namai asi vanogara pamba pamwechete nana mbuya veku side kwababa.alot has been happening vana vachingonetsekana ,ndichingoti vana shingai ndizvo zvinoita hupenyu but uuumm marimwezuro ndakazopihwa ma audio nemwana haa ndakabatikana ,ndochiti regai ndiudze cousin sister yevana mwana watete wavo zvikatonzi pandataura kuseni nemi ndatoshaya kt ndotangira pai kukudzai zviri kumba. ndakutya sis unourairwa vana urikuno in the name of kuchengeterwa vana,mai vangu vapenyu but kt nditi vangachengete vana haa ndinganyepe .so help yandirikuda handisikuda hangu mari but basa kuzim chero ndibatsireiwo kutsvaga or ndikawana anondibatsira nezvinhu zvekutengesa zvinofamba uye pekutengesera parinani,mari yestock ndinoshandisa kandinako handisikukumbira mari please help me sis information even msgs evana or akabva ku cousin yavo ndinayo my number is +27682543768
Star party MARUFU FAMILY....