
15/01/2025
Vaya vaitibvunza kuti takasangana mujoni ndokutanga kugara tese hre , I think now mawana mhinduro yenyu takatobva tese kumusha hatina kusangana muno
Umwe mubvunzo watinowanzosangana nawo ndewekuti tine vana hre or mwana , the answer is no we don't have mwana and tava neFive years tichizama but zviri kuramba takamirira nguva yaMwari
Mofanira kutifollower muchitiziva nhaika , tinotenda nerutsigiro rwenyu , vasati vatitevera makasununguka kubaya follow button
Thank you, we love you so muchβ€οΈππ