Baba Mutumwa

Baba Mutumwa Murapi nemuputsi wemhiko dzewakaipa
(4)

Chishanu chinoyera,Hama dzangu munofara here mese
06/09/2024

Chishanu chinoyera,Hama dzangu munofara here mese

02/09/2024

Kuzvipfuudza chivi kupostori asi ndaona chivi Ichi chamboti batei mapostori zvine Simba uye zvichati wandirei kunana madzimai ,saka vanonzvera ngavanzvere chiitiko Ichi vanonamata vanamate Mwari vatibatsire amen

02/09/2024

Pamunonyengetera namatiraiwo Hama dzenyu dzinofamba nengoro dzemoto hombe idzo ,kune chiitiko chisina kumira mushe kurutivi rwavo ,or Ivo vomene vanamate pamwe nekubatsirwa ,kune mhepo yasimuka zvomene ,vamwe vachakoromoka pakakwirira vachiwira Pasi Pasi pakadzikira ,asi zvisinei zvinongoda nyasha amen

02/09/2024

Monday yenyu yekutanga mumwedzi mutsva ngairopafadzwe ,uye mwedzi uyu ive imwe step yekupinda mune zvakanaka amen

31/08/2024

Unenge uchingoti vanhu vane Mari sezvo vahora izvo ,vatobhadhara n'anga Mari yese , please ukakumbira munhu Mari kupera kwemwedzi akati haana munzwisise hazvina kumira mushe kunze uku

30/08/2024

Chishanu chakanaka Hama dzangu munofara here

29/08/2024
29/08/2024

Munombomutevera here murume uyu kana answer iri yes mutererei ,kana answer iri no muteverei unogona kubatsirika

28/08/2024

Idzo nyasha dzatakaitirwa na Tenzi wedu Jesu Kristu hadziite zvekugombedzerwa dzinongouya dzega kana dzakafanirwe iwe ,asi kana wada kuvhura madoor adzo wanza rudo muhana yako amen

28/08/2024

I gained 163 followers, created 136 posts and received 1,418 reactions in the past 90 days! Thank you all for your continued support. I could not have done it without you. 🙏🤗🎉

23/08/2024

Hama dzangu dzapasi Pano munofara here,nguva yanga yareba tisina kukwazisana

16/08/2024

Mvura yatiri kumwa kwedu ichatadzisa mapostori kupinda denga ,ukapedza kumwa unofamba uchidzvova mapiritsi,Ari kuzvigona sei mapostori?

Mukukura mhashu ndoyaiva KFC yedu ,asi ikozvino dzichadyika here mhashu kana aingivawo madyo ikozvino hadzichaisika mumu...
14/08/2024

Mukukura mhashu ndoyaiva KFC yedu ,asi ikozvino dzichadyika here mhashu kana aingivawo madyo ikozvino hadzichaisika mumuromo

13/08/2024

Mukukura sadza raitosevewa nenzungu dzakakangiwa kana mhonzi dzemanhanga ,kwaiva kuchinja usavi here kuya or ndonhamo yacho yaiva kuZim?

Mativi mana munofara here
09/08/2024

Mativi mana munofara here

Can you accept my invitation so that I can get a free gift?

06/08/2024

Ndakagara Zim kwe 2 weeks asi handina kumbobatawo zig mumaoko angu kunze kwekungorionerawo pa airtime,zig ritori gold pacharo shuwa

Mangwanani akanaka hama dzangu dzapasi Pano ,ndinovimba mune mufaro kwese kwamungadai muri
06/08/2024

Mangwanani akanaka hama dzangu dzapasi Pano ,ndinovimba mune mufaro kwese kwamungadai muri

Can you accept my invitation so that I can get a free gift?

05/08/2024

Unombonetswa nedambudziko rekubuda musana here ,kana dambudziko rekuyenda kumazuva nonstop,kana uine one rematambudziko Aya ukakwanisa kutiona face to face zvinopfuura ichava nhoroondo kana wawanirwa nyasha naMwari wako amen

05/08/2024

I gained 293 followers, created 266 posts and received 2,142 reactions in the past 90 days! Thank you all for your continued support. I could not have done it without you. 🙏🤗🎉

04/08/2024

Kwaziwai verudzi rwangu munofara here mativi mana

25/07/2024

Kune vachada kundifonera mazuvano munondibata pa +263779702660

25/07/2024

To us vakangokura vachifunga kuti tikanzwa kuti honda totofunga mudhudhudhu

Maswera sei Hama dzangu dzapasi Pano
17/07/2024

Maswera sei Hama dzangu dzapasi Pano

Can you accept my invitation so that I can get a free gift?

17/07/2024

Kune mbiri yemunamato ,iyi nziyo iyi haina kumira mushe ,mamuka sei mativi mana ndinovimba Ishe arikukuitirai zvakanaka

Dambudziko rine vanhu vakawanda nderekuti vanoita makwikwi newe chinyararire ,ukavakunda ipapo vanotanga kutaurisa kana ...
15/07/2024

Dambudziko rine vanhu vakawanda nderekuti vanoita makwikwi newe chinyararire ,ukavakunda ipapo vanotanga kutaurisa kana Kuti unenge watova muvengi wavo vachakupa mazita akawanda unonzwa voti zvake hazvisi normal,nekuda kwekuti vatadza kukukunda mu secret competition yavo chete

Vese vari kutumira ma message ndiri kumaona vamwe ndinokutii ndinotaura nemi nhasi pamwe ndotadza ndinokumbira Hama dzan...
15/07/2024

Vese vari kutumira ma message ndiri kumaona vamwe ndinokutii ndinotaura nemi nhasi pamwe ndotadza ndinokumbira Hama dzangu vese vandisina kutaura navo edzai kundibata next week nekuti zvichida Ishe kana achida anogona kutiitira zvakanaka mazuvano handisi kubatika pa Facebook or WhatsApp zvakanyanya asi ma calls ndotambira kana ndichiziva Ari kutaura neni

15/07/2024

Pahupenyu ukatadza kuronga zvakanaka uchanzi simbe or rombe ,ASI ukagona kuronga zvakanaka uchaidzwa muroyi ,sarudzo yava kwauri kuti uchava chii mumeso evanhu

12/07/2024

Chishanu chakanaka Hama dzangu komborerwai mativi mana ,uye mazuvano mungatiregerera kusabatika pa book remeso zvizhinji zvatinenge takanangana nazvo

06/07/2024

Happy Sabbath Hama dzangu mese nyasha dzedenga dzive nemi pazuva ranhasi

05/07/2024

Chishanu chinoyera mamuka sei mativi mana

Address

Ext 1
Naboomspruit

Opening Hours

Monday 07:00 - 21:00
Tuesday 07:00 - 21:00
Wednesday 07:00 - 21:00
Thursday 07:00 - 21:00
Friday 07:00 - 21:00
Saturday 08:30 - 17:00
17:00 - 18:00
Sunday 08:30 - 16:00

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba Mutumwa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Baba Mutumwa:

Videos

Share