LuttoMan killerd

LuttoMan killerd



Music life

King vasina HIV 🥱
21/01/2025

King vasina HIV 🥱

Is it true ? —~~> Kana uchishandisa charger 🔌 hauswere uchinetsana nevanhu kuti ndiani abvisa  📱 yangu isati yazara
20/01/2025

Is it true ? —~~> Kana uchishandisa charger 🔌 hauswere uchinetsana nevanhu kuti ndiani abvisa 📱 yangu isati yazara

🥶
20/01/2025

🥶

Handisi kumuudzira zvekuita nemari yenyika but look at this, munhu achingopa vanhu mota
19/01/2025

Handisi kumuudzira zvekuita nemari yenyika but look at this, munhu achingopa vanhu mota

Sei chitunha chisinganyuri mumvuraAnswer iri pazvinhu zviviri▪️Bacteria (utachiona)▪️Density (huwandu hwezvinhu panzvimb...
19/01/2025

Sei chitunha chisinganyuri mumvura

Answer iri pazvinhu zviviri
▪️Bacteria (utachiona)
▪️Density (huwandu hwezvinhu panzvimbo one)

Ndofunga tese tinoziva masoja emuviri aya anonzi pachirungu immune system. Masoja awa together with other functions of your body ndiwo anoita kuti body yako isawora. Kuora uku kunokonzerwa nekudyiwa nebacteria. Saka tenda masoja ari mubody yako, arikubata mabasa makuru

Panongonzi munhu afa , masoja emuviri anenge asisashande . Zvoreva kuti bacteria yakuita madiro aJojina ichidya body yake from inside. Kudyiwa uku ndiko kunokonzeresa iya inonzi pachirungu decomposition zvichireva kuora. After 2 days without mortuary , mukati me dead body munobva matanga kuita build up yema gasses akaita se methane ne ammonia. Magas awa anoramba achizara mu dead body kusvika yatofuta. Kana dead body yazara nema gasses inenge yakuita float pamusoro pemvura sezvinoita chibharuma chizere mhepo. So ma gasses awa anoita kuti dead body ive less dense causing it to float on water .

Why vaviri ava vakavengana ARIJUPISA ZVAIZVEZVI NDIANI?????????💯💯💯💯Is it because pane anochena kudarika mumwePane ane Go...
19/01/2025

Why vaviri ava vakavengana

ARIJUPISA ZVAIZVEZVI NDIANI?????????💯💯💯💯

Is it because pane anochena kudarika mumwe

Pane ane Godo

Va WinkWinky D DiBigmanSeh Seh Calaz Musicillerd

LuttLuttoMan killerd🔥🔥🔥

Mukai tiende ku church tinotengeswa anointing oil kuti tiwane mabasa iwo avo vachienda ku high court 🤣🤣
19/01/2025

Mukai tiende ku church tinotengeswa anointing oil kuti tiwane mabasa iwo avo vachienda ku high court 🤣🤣

King of zimdancell & Jamaica dancehall 🤭
19/01/2025

King of zimdancell & Jamaica dancehall 🤭

17/01/2025

Kana uchida kuita mari 2025 uno

Vhura church then tengesa maEye lashes uchiti itsiye dzamomz waJesu

Kuzoona 2026 asvika vanhu vakamirira ma Olympics 🤦🏾..
17/01/2025

Kuzoona 2026 asvika vanhu vakamirira ma Olympics 🤦🏾..

Nhumbu yebenzi haina zororo
17/01/2025

Nhumbu yebenzi haina zororo

Imi woye
15/01/2025

Imi woye

14/01/2025

Nhai zvinoita hre kudanana nemukadzi wemufi mufi wacho asati afa

Matii
14/01/2025

Matii

😅😅
14/01/2025

😅😅

Tiri vangani taTryer😂😂😂😂
14/01/2025

Tiri vangani taTryer😂😂😂😂

Address

Kuruman

Telephone

+27794084297

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when LuttoMan killerd posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to LuttoMan killerd:

Videos

Share

Category