Esie bees

Esie bees comedian
actor
contact creator
dancer 💃

Murisei  tete, vhare yasvika ndatsvakirawo mukadzi wangu furawa  iri , rakanaka here, ndakabva narozim kutouya naro SA
13/02/2025

Murisei tete, vhare yasvika ndatsvakirawo mukadzi wangu furawa iri , rakanaka here, ndakabva narozim kutouya naro SA

Mamukasei hama vadikaniKurisei kwamuri kumativimana enyika, kuno kupenyu
10/02/2025

Mamukasei hama vadikani
Kurisei kwamuri kumativimana enyika, kuno kupenyu

Hide me Tete . Ndiri mukadzi ane 24 yrs. Nhai yandiunza Pano murume wangu anoda zve betting ende yakatomudhanganyidza br...
08/02/2025

Hide me Tete . Ndiri mukadzi ane 24 yrs. Nhai yandiunza Pano murume wangu anoda zve betting ende yakatomudhanganyidza brain. Ndiri mu SA
Ndanzwa nekudya sadza nema potatoes. Mwana wedu watiinaye wekutanga ane 3 moths anopfeka ma napukeni nemidhedhe. Baba vachipedzera Mari ku betting. Anotambira 5000 rands per week achingotambira anobva atonanga nayo yese kubetting . Apa anobva adyiwa. Ini ndinoita zvekutengesa kamusika kangu anondibira Mari yandashanda achienda nayo kubetting . Izvozvi Tino lodger 1 room hatin Kana hembe svinu dzeku pfeka . Vamwe vaanoshanda nayo vatove nema stands nemoto nedzimba . Apa iye achingotambisa Mari . Tete ndaneta naye ndibatsireiwo kuti ndodii nezuro akauya akamonera Zambia abheja nehembe dzepamuviri akadyiwa akabviswa hembe dzese akasvika kumba nezambiya.

Hide ma plz ndinogara nemukadzi  wangu kuno ku SA . Mukadzi uyu akasimbisa zvekuti apa haafariri kugeza. Manheru anorara...
03/02/2025

Hide ma plz ndinogara nemukadzi wangu kuno ku SA . Mukadzi uyu akasimbisa zvekuti apa haafariri kugeza. Manheru anorara asina kugeza
Chero abva kunoita dhodho. Mugumbeze hamurarike anenge achinhuwa hapwa neweti mujira. Apa ndiri munhu anofarira bonde everyday apa ndinenge ndichida dog style. Paanofongora kudai ndinoona madhodhi
akaita zvekunamira Kuma garo zvakabatana ne tissue. Ndozamawo kutenga ma perfume nema ro on kuti aise muhapwa asi hazvishandi.
Ndazama kutaura naye kuti ageze takuvata anenge achinditi ndoshusha
Ndichakudyisa . Ndibatsireiwo Tete ndodii


Ndiri mukadzi ane makore 55. Ndogara ku Harare ndakanga ndakaroorwawo nemurume aive nemwana wake musikana . Murume uyu a...
01/02/2025

Ndiri mukadzi ane makore 55. Ndogara ku Harare ndakanga ndakaroorwawo nemurume aive nemwana wake musikana . Murume uyu akanga ashaikirwa nemudzimai wake . Ini ndaive ndisina kumboroorwa.Ndakagara nababa zvakanaka nemwana wavo musikana ndichimubata semwana wangu ndakazobara vana vangu 4 nababa ivovo
ndikaendesa mwana wavo kuchikoro kuzvika apedza apasa izvozv ane basa rake rakanakA ndiye anotondichengeta achindiigira tunonaka akandivakira imba . Akanditengera motA.Akanditsvagira musikana webasa anondibatsira. Vana vangu vandakazoita nababa vake vanotambudzika zvisingaite . Musikana wekutanga ndiye anotovabatsira
pane zvakawanda. Ndauyawo kuzobatsirawo vakadzi kuti kana wawanikwa nemunhu ane mwana wake mubate zvakanaka mwana iyeye
Tisiye hutsinye hatizivi kuti remangwana rinenge rakadii.

Ndivigeiwo plz. Ndiri murume ane 50 years . Ndakaroora mukadzi wangu ane 18 years. Ndonamata kwama range . pari zvino nd...
01/02/2025

Ndivigeiwo plz. Ndiri murume ane 50 years . Ndakaroora mukadzi wangu ane 18 years. Ndonamata kwama range . pari zvino ndine vakadzi vangu 4 ndichivetenga newandakabva ndiye wacho wechi 4. Ndoita zvekurima nekutengesa . ndikawanA Mari ndovapa vese zvakaenzana vakadzi vangu ndovati ENDAI MUNOTENGA zvamunoda zvekudya mudzimba dzenyu. Vamwe vatatu vava vanhu vakuru vanoendA kunotenga zvakakosha . uyu wandakabva kuroora uyu wekupedzisira anoenda kunotenga zvima sweet nema bhisvo Kano nyanya kuda tunonaka apa Kane musikanzwa kanoend kuchipatara mehwe seri kachinopihwa mapiritsi nekuti kasaite vana
e family planing. Ndakambokarova manje kanodzosera hakateerere apa kanonzi nevanhu kanodanana netukomana twema A level ndikakabvunza
Kuti ichokwadi here kanonditi today dzeva pfanha dzine ropa richikumhanya nekuti hamuti gutsi pabonde . Ndibatsireiwo kuti ndodii
Kamwana aka kachandiuraya ne BP chete ini ndanga ndazvichemberera zvakanaka



Tete ndivigeiwo musaga. Ndiri murume ane 30 years . Mukadzi ane 25 years. Mukadzi wangu ane nhumbu yakuda kutozvarwa. Da...
01/02/2025

Tete ndivigeiwo musaga. Ndiri murume ane 30 years . Mukadzi ane 25 years. Mukadzi wangu ane nhumbu yakuda kutozvarwa. Dambudziko randiudza Pano riri kundishaisa hope kubva zvakabata mukadzi uyu nhumbu ndinonyima bonde. Ndinorara nehosha mujira ndichiita kushanyira
iye achidzifodora hope. Ndibatsireiwo ndodii handidi kuhurira mukadzi wangu. Neimwe nyaya inondibhohwa akandimaka zvekuti ndikatengawo
ma fruit 🍓 🍑 kumuigira kuti adye anomarasa hanzi ndipe Mari nditenge ndega. Apa ndinenge ndamubvunzawo zvaanoda kudya ondiudza ndoita surprise kuti umwe wangu afare . Mukadzi uyu ndinomuda asi hunhu hwakundiitira manje hwakundibhohwa . Kungogara chichitukwa chikafu chabika handipuhwe ndonzi bika chako wege .hembe dzangu hadziwa chwe . Ndombofunga kumutiza ndodzoka azvara . Ndokumbirawo help
veduwe . Mwana asingacheme anofarira mumbereko

Tete ndiri kurwadziwa taifunga kuti tichachembedzana nemurume wangu asi nhas andichega nerakagoma. Tete kuzviziva nhas k...
31/01/2025

Tete ndiri kurwadziwa taifunga kuti tichachembedzana nemurume wangu asi nhas andichega nerakagoma. Tete kuzviziva nhas kuti aidanana neshamwari yangu yandaiwirirana nayo ndichiidza ma secret ese emumba mangu. Kutoona kuti nezuro akabva kunoiroora kumusha kwavo apa akabvisa Mari yakawanda . Ini kana cent rakaenda kumusha kwedu. Ndiri kurwadziwa zvisingaite. Pandaona list re book raakanyorerwa paakaroora
iri pasi pemubhedha. Ndobva ndapopota abva andipa 100 us zvikanzi igupuro handichakude. Ndapererwa veduwe ndongoti uzosara zvakanaka
Maria wandirwadzisa ndaive ndisingafungire kuti ungandidaro

Hide me ndiri mukadzi ane 20 years. Murume ane 30 years. Tinogara ku SA. Tete murume wangu anobva zvekuti anofamba ane c...
31/01/2025

Hide me ndiri mukadzi ane 20 years. Murume ane 30 years. Tinogara ku SA. Tete murume wangu anobva zvekuti anofamba ane chimushini chekuchekesa loan achitsvaga mabasa ekucheka loan. Paanenge achicheka loan anenge achimema pamba ipapo kuona kuti pane zvii zvingabike ndikatengesa ndiite Mari . Akangoona chaachiva anobva azovadzokera manheru vakabata ovabira. Anoshandisa MVURA dzezvitunha kuti akamwana hapana anomuka anotovararisa pasi ovabira mubhedha hapana kana 1 ANOmuka . Vanozomuka kwachena.Anofamba
achitengesa cobra Kuma location anoisanganisa nemvura yezvitunha
husiku anotanga kuteedza pese paanenge atengesera achibva hapana kana 1 ANOmuka nekuti cobra iya yavanenge vatenga inenge ine MVURA yezvitunha. Tete ndafunga hangu kusiya imba yacho asi kwekuenda
Handina . Vabereki vangu ndakavaudza kuti ndakuramba murume vakati pamba pangu usadzoke . Unozodzoka warinda handidi mvana pamba
Tete ndakutya kuti akabatwa achiba achauraiwa mujoni . Apa zvimwe zvinhu anozvichengetera Mumba . Vanhu vemuno vakazviziva tinopiswa tese. Ndakufunga kumurepotera Kuma purisa osungwa. Ndobva ndatiza hangu



Hide me Tete ndiri murume ane makore 40 . Ndogara SA mukadzi anogara kuzimbabwe nevana. Ndoda kureururawo kunyepera muka...
31/01/2025

Hide me Tete ndiri murume ane makore 40 . Ndogara SA mukadzi anogara kuzimbabwe nevana. Ndoda kureururawo kunyepera mukadzi kuti handina Hiv . Asi ndinonwa mapiritsi angu zvakanaka. Takazvara vana vedu 4 nemukadzi wangu asi Hanaana paakabatwa kuti ane Hiv. iye haazvizivi kuti ndomwa ndakahwanda . Tete ndinohura zvisingaite ndinenge ndakatotemerwa nyora pachinhu chaipo kubva zvandabatwa Hiv . Ndinonzwa kuda vakadzi zvisingaite apa ndinenge ndichingonyika yekedero.mukadzi kungodarika pamberi pangu ndotonzwa kuti dai nndanyenga. Nhai yandiunza Pano ndeiyi ndiri kungonzwa kuti mapiritsi e Hiv achashaikwa kwaanobva . Ndine stress isingaite kuti manje ndichazotanga kutanga kuratidza kuti ndiri murwere. Mukadzi akandisiya
ndokumbirawo kubatsirwa kuti mukadzi wangu ndomuudza sei kuti
Ndorwara. Uye mukadzi achazvitambira sei ndibatsireiwo nemazano anovaka.mukandiona handitaridzike semunhu Ari pachirongwa. Ndakasimba zvekuti neganda rakanakA zvekuti

Hi tete Esie,  ndipostireiwo kupage kwenyu,  Anyone with full information about this,  kuti zvinofambiswa sei , zvinoda ...
30/01/2025

Hi tete Esie, ndipostireiwo kupage kwenyu, Anyone with full information about this, kuti zvinofambiswa sei , zvinoda chitupa here or permit

Tete plz hide ndiri mukadzi ndine makore 30yrs. Ndogara ku SA nemurume wangu. Tine mwana 1 musikana. Murume wangu anonet...
27/01/2025

Tete plz hide ndiri mukadzi ndine makore 30yrs. Ndogara ku SA nemurume wangu. Tine mwana 1 musikana. Murume wangu anonetsera zvinhu zvandinenge ndatengera mwana zvakaita sema danunu. , yogurt, kana porridge remwana . Anototi neni ndiri mwana kutenga lolipopo chairo anotogurira mwana iye odyawo half mwana half. Ndikamubvunza kuti unozviitirei anoti ndakakurira kumusha ndisingazvidye. Inguva yangu yekudyawo . Ndakutoziva kuti ndikatenga chikafu chemwana ndanotenga zvakawanda kutoita kunge ndine vana 2 . Zviri normal here zvinoitwa nemurume uyu

Hide me Tete ndiri mukadzi ane 20years . kunyora kudai ndine bundu mumoyo mangu . Ndakaenda kunosungirwa last year nemur...
24/01/2025

Hide me Tete ndiri mukadzi ane 20years . kunyora kudai ndine bundu mumoyo mangu . Ndakaenda kunosungirwa last year nemurume wangu
ndaive ndine Mimba ine 8 months. Murume akabva adzokera hake Harare
ndakasara ndikazosununguka zvakanaka mwana mukomana.pakati papera 1 week vanhu vakatanga kuuya kuzoona mwana . Pakauya mbuya vepa next pedu vakanditi ndiratidzei mwana ndoenda kumubata. Vakamubata
vakudzokera mwana akatanga kugomera ndikadeedza vabereki vangu kuti honai zvakuita mwana . Ndikavati ndakuenda naye kwambuya vamubata ndovati mwana haachaiti zvakanaka nekuti pamwe vane mushonga. Vabereki vangu vakandirambidza vakati ndoda kupumha munhu. Tichiri mukukakavadzana mwana akabva apindurudza maziso ndokugwinha ndokufa. Ndokuzivisa murume akanditi wakaita nharo kuenda kumusha kwenyu Saka usadzoka hako kuno usina mwana iyeye
tinoburana .chibva wagarirako. Mbuya iya yakazoouya ikandikumbira ruregerero vachiti ndine nyengeredzi yandinayo sorry hako ndakakanganwa kusiya ndarapira mwana kuti asasare achirwara. Ndaifanirwa kusvipira maoko ndozobata mwana WAKO manje nekuchembera ndakakanganwa. Ndiri kunzwa kurwadziwa kuti dai vabereki vangu vakandisiya ndakaenda naye Kuna mbuya iyi paakatanga kusaita zvakanaka dai vakamurapira kutaura kuno Ari mupenyu. imba yangu isina kufa.


Tete ndodii nemukadzi anoda kuita zvema friends hobho haana nguva neniKana nevana . Apa haushandi basa kuswera kuteedza ...
23/01/2025

Tete ndodii nemukadzi anoda kuita zvema friends hobho haana nguva neni
Kana nevana . Apa haushandi basa kuswera kuteedza maraini nemaboori
Neshenha achiita makuhwa. Ndakapedzisira ndatsvaga maid nekuti Mumba mainhuwa tsvina kubasa ndichienda nehembe dzine tsvina ndisina kana kudya. Ndazama kutaura naye kuti ita shamwari 1 chete woitawo
Nguva nevana vako neni murume wako . Asi iye akachenama apa ane ma rafu anobhohwa nema moods Tete ndaneta naye . Haabike hapana zvaanoita Tete ndoitirwa zvese na maid nekuwachirwa mabhurugwa chaiwo. Ndakufunga kungoita surprise ndomutora ndomuti handei
ku weekend kumusha kwavo ndotenga grocery rakawanda ndosvika naye ndovaudza vabereki vacho kuti ndauya kumusiya handichamudi ndomupa gupuro. Ndosara ndonyeng MAID munhu anoshanda Ari smart uye akasununguka uye ane time neni nevana vangu. Asi haana kudzidza

Ndinganzi ndinenge ndaita zvakashata here
Varume wee ndibatsireiwo kutsva kwendebvu varume vanodzimurana

Tete ndiri murume ane makore 30 mukadzi ane 40 yrs. Tinogara ku Pretoria. Mukadzi wangu ndomuda asi dambudziko raanaro h...
22/01/2025

Tete ndiri murume ane makore 30 mukadzi ane 40 yrs. Tinogara ku Pretoria. Mukadzi wangu ndomuda asi dambudziko raanaro havadi kushanda. Kutsvagawo basa kana kutengesawo haadi. Anoda kuswera
Kufamba mudzimba dzema Zimbabwean achiongorora zviri mudzimba dzavo. Osvika kumba otanga kundituka achinetsera kuti ndimutengere
Midziyo yaaona kudzimba dzevanhu. Ndomuudza kuti Shanda uzvitengere
Zvamunoda Mumba . Tete ndafunga kumutiza ini ndoenda kunogara kumwe. Handizvikwanisi zvavanoda anoda ka lifekemamcompetition
Nevanhu kusad KUKUMDWA.Apa kushanda haadi ndiudzeiwo kuti ndodii nemukadzi akadai


Murisei tete , chitupa  kandai  mumwena, ndinodawo kubvunza kuti icho chii ndangoona murume wangu akazviisa mudish, haus...
22/01/2025

Murisei tete , chitupa kandai mumwena, ndinodawo kubvunza kuti icho chii ndangoona murume wangu akazviisa mudish, hausiwo mushonga werunyoka here kuti pandinozvisuka zvototanga kushanda pandiri ndibatsireiwo tete
Izvozvi ndava kumbotomhanya kundobvunzira kwamadzibaba , nokuti handidi zvokuiswa runyoka murume 1 haandigutsi, uye anenhengo duku
Ndinotenda nokundibatsira kwamuchaita

Tete hide ndiri mukadzi ane 49 years. Ndogara kumusha. Ndine mwana wangu musikana akaroorwa . Zvino makore nekumash**e ....
22/01/2025

Tete hide ndiri mukadzi ane 49 years. Ndogara kumusha. Ndine mwana wangu musikana akaroorwa . Zvino makore nekumash**e . Mukwasha akasiya avakira mwana wangu imba . Akati akumboenda Harare pane shamwari yake yamuwanira basa. Akaenda akanochonera ikoko kana kudzoka kumusha kana kutenga chikafu. Mwana wangu akauya kwandiri
Akati amai ndafunga kuita chikomba ndanzwa nenzara asi ndotya kuita pamuviri. Ndakaenda naye kusango ndikamujambisa kamuti kadiki kuti chero akahura sei haazomboite Mimba. Akatanga kuita zvikomba murume wake akazodzoka after 10 years achikumbira mukadzi ruregerero achiiti akanoshanda akaita zvema h**e Mari ikapererako akazodzoka basa rapera asina kana chainacho . pakati papera 3 years murume wake akatanga kunetsera mwana achiri mukomana watiinaye akura pakuda umwe. Mwana wangu akauya kwandiri akati murume akuda mwana ndoita sei.
Ndikati handei kusango wonojamba kamuti Kaye zve wakatarisA kukumavira zuva kuti uite Mimba. Takaenda tichisvika kusango wanei Rava zimuti ziguru hapachajambike nekuti aifanira kujamba semujambiro wakaita pekitanga. Manje nguva yacho waive uchiri mudiki . Zvino pakanga patove ne 13 years kubva zvaakajamba . Rava zimuti. Hapachajambike. Kutaura kuno mbereko yake yakunetsa. Mwana wake wekutanga akatopedza chikoro apa kuti Aite umwe hazvichaite. Tete
Apa murume wake akuhura zvisingaite achimitisa tuvana twechikoro
Ndakutya kuti ko muti uyu ukazoona anotema mwana wangu anozodii

Veduwe ndokumbirawo rubatsiro mwana mbudzi kuzvarira pavanhu hunzi nditandirwe imbwa . Ndirimo mucomment section.


Address

R101
Hammanskraal
0400

Telephone

+27640439752

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Esie bees posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Esie bees:

Videos

Share