Mabvindazi Family

Mabvindazi Family Vincent Mtetwa (Anesu)
kudzidzisana
kubatsirana
nekutandara pamwe chete

Chibuwe Chipinge
(Mundau)
(8)

13/12/2023

*Lucky raDecember ratanga ndatoburuka nebag remunhu rizere grocery nemistake 😆😆😆😆🤭*

13/12/2023

*Mamwe ma Admin arikutengera vanhu vavo ma grocery e Christmas 🎄mumaGroup avo, Imo muno hameno kuti takatadzei shuwa mwari*
🙄

13/12/2023

*Hie guys pane anozivawo here pane lodge yakachipa mutown ndongoda less than 30mins ndoda kuchinja hembe ndanaiwa*

🙈🙈🙈🙈🙈

13/12/2023

Let's grow our page together
Count me in

13/12/2023

Murume chaiye anofanira kunhuhwa. Unoda kunhuhwirira kuti uri ngochani here

13/12/2023

Ukanzwa munhu akuti life is too short ziva kuti akuda kuhura zvekurevesa 🤣🤣🤣🤣🤣

13/12/2023

Follow to follow
I'm following everyone
Let's grow our page together
Babra Mabika Aka maiprincess

13/12/2023

CHERO UGONE SEI MUROORA NAVAMWENE HAVAMBOFA VAKAWIRIRRANA NYAYA INOVANGANISA NDEYEI

13/12/2023

Vakadzi , ndezvipi zvinhu zvinoitwa nevarume zvisingakufadzei ,,ladies only

13/12/2023

Continue to grow your page.
Let's grow our page together
Count me in Babra Mabika Aka maiprincess

13/12/2023

Mabvindazi chitupa viga

Ndakauraya munhu.
Takayenda koba mare kune mumwe murungu saka ini nekuona mare yakawandisa ndakabva ndongoti ngandimuuraye mare isare iri yangu ndega. Nyaya yavakundinetsa munhu uyu avakumuka chipoko. Ndaikumburawo rubatsiro kune vanoziva n'anga dzinogona kutsipika mweya wemufi. Ndatenda kune vachandibatsirawo kune vanotuka chimbomirayi mungandi wedzera stress

13/12/2023

Mabvindazi chitupa viga

Zviri normal here Kuti nguva yebonde mukadzi anoita weti zvekuzadza makumbezi

13/12/2023

Morning promotion.
Follow to follow
Let's grow our page together
Let's go

12/12/2023

Mid night promotion.
Follow to follow
Let's grow our page together

Munotiyiwo nemunhu anoda Kuti zvake chete zvimuitire asi zvako echingozvitsikirira chete
12/12/2023

Munotiyiwo nemunhu anoda Kuti zvake chete zvimuitire asi zvako echingozvitsikirira chete

12/12/2023

Ukaona usinga positi munhu wako, haugutsikani naye, ndochokwadi.
Kwete ngano chihure chihure chega.

Address

Christiana

Telephone

+27840456811

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mabvindazi Family posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mabvindazi Family:

Videos

Share