Mandhlovu

Mandhlovu funny business jokes and healthy
(11)

21/01/2025

Ukazonzwa avakuchemerera Ava kushinyira Ava kuita seari kumwa tea inopisa oti isa yese ungazoziva kuty ndiye hre airamba ne number 🤣🙌

02/01/2025

Kungoona yakarara iri mubhurugwa kwakutonzi ane kadora🐛. My sister this thing is like Rice unozongoona poto yazara ne 1 cup🤣🤣🤣🤣*

Machinda anonditsigira ipapo✊✊No
😂😂😂✊✊🙌🏼🙌🏼🔥🔥🔥

The message from Uncle Saint TVDear Family And Friends, Ndawirwawo Nedambudziko Ririkundishungurudza Moyo. Vaviri Ava Mu...
28/11/2024

The message from Uncle Saint TV

Dear Family And Friends, Ndawirwawo Nedambudziko Ririkundishungurudza Moyo. Vaviri Ava Munongozivawo Moyo Wekubetsera Vakandisvikira Ndiri PaKwame Mall Vakachema Zvikabata Moyo Wangu Vachitaura Matambudziko Avaive Nawo Semurume Nemukadzi Wake Vechidiki . Zvadero Ndakazovabetsera MeAccomodation Mumba Mangu Mandinogara For The Past Three Week & Some Days. Zvaizivikanwa Nani Kuti Kurera Imbwa Nemukaka Mangwana Inogona Kukuruma. Now Ndiri Kudzoka Kumba Midnight 12:44midnight Ndichibva Kubasa Wanikwe Mumba Hamuna Vanhu Vatiza. Dai Vaenda Havo Vasiya Zvinhu Zvakakwana Ndaiti Hazvina Mhosva. Zvino Vandiparadzawo Vehama Wee, Vandibirawo Laptop Ye Samsung Ne $1100 UsD . Mari Iyi Ndiyo Yandachiti Mainini Venyu Vanga Vari Grade 7 Vazowana Kuenda Form One. Laptop Ndimo Mune Basa Rangu Rese Kureva Kuti Saint Tv Yaparara😭😭😭 Ndichaita Video Kwayedza Ndichikuudzai Nyaya Zvizere.

MAZITA Avo Clifford Simbarashe Mtapura Age 22 , Laura Grace Munyai Age 20 . Originally From Gweru Senga. Please Please Help Me Locate These Two. Ndatoisa Police Report Husiku Huno. Please Share. Hama Dzangu Ma Influencers Please Share Ndigonewo Kuvawana Ndachema Hangu 😭😭😭😭💔💔 . My Contact Number: +263 78 278 6610

Sorry Uncle Saint Saint TV

18/11/2024

Being a guy is very sweet.. no pregnancy, no period, no make-up🙄just wearing one boxer for 2 months.🤔🤣🤣

Ishuwa here idzi or manyepo
16/11/2024

Ishuwa here idzi or manyepo

Vakadzi chiiko hautonzwe kuti wakashama
13/11/2024

Vakadzi chiiko hautonzwe kuti wakashama

07/11/2024

Wodhakisa baba vemukadzi wako vobva vati,Mfana wami dayi ndaiziva kuti uri munhu bhoo so handaimbokurega uchiroora h**e "😂😂🙌🏻

Kkkk panenge pakatoipa    ゚
05/11/2024

Kkkk panenge pakatoipa ゚

03/11/2024

Uumm gyz , wototi uneboyfriend uchireva munhu anoita mamoods kunge chinyawu chanyimwa hosho🤔🤣🤣nway gud morning family🤸🤸🤸

30/10/2024

Vanhukadzi murinani zvenyu motoona hombe nediki isu unozongonzwa chubwiiii bhigiribhidi washa washa chamunyurududu*😂😂😂😂😂

Mamukasei
30/10/2024

Mamukasei

Shuwa asi
29/10/2024

Shuwa asi

Dzikayi nayo monzwa zvakawanda
27/10/2024

Dzikayi nayo monzwa zvakawanda

Takaenda  takaenda hedu
26/10/2024

Takaenda takaenda hedu

24/10/2024

Danana neanokufadza hazvinei kuti ndewani vanhu ndevamwari

24/10/2024

Chimwe chinhu chiri kutipa munyama kurara nehama kwatakaita kuma humbwe😫🥲😭😭😭*

Unozvionawo sei?
Ndizvo 😂
Maybe❤️
Kwete 🙏🏽

21/10/2024

Good morning everyone ゚

20/10/2024

What next MaLive ads ,stream ads zvabviswa wat next mastars haa next pay inobviswa ndaona kwachemwa ini

Address

30930 Nombula Street
Cape Town
7140

Telephone

+27740337819

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mandhlovu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Share