Idya banana Isanai two two kumashure uko, ambuya ndichakuisai kumberi kana yamira.

25/10/2024

I gained 137 followers, created 71 posts and received 316 reactions in the past 90 days! Thank you all for your continued support. I could not have done it without you. 🙏🤗🎉

25/10/2024
25/10/2024

Help those in need

25/10/2024
26/08/2024

Ko ..Imi.vakadzi ndiudzeiwo k*t ma spem enyu akaita sei ..

26/08/2024

Masweracy nhai hama ndinodawo help kana ndatadza ndibve ndati sorry ndine boyfriend yangu so zvakaitika nezuro cousin yqngu yaitama kwakubvq andikumbirq k*ti ndiuye ndimubatsire I couldn't say no nek*ti munhu anomira neni panguva dzose zvadaro before ndaenda ndakafonera vamu boyfriend ndikavaudza k*ti maiguru vako varikuda k*ti ndivabatsire k*tama akati it's okey ndakaenda tikapedza k*tama very late I decided to sleep ikoko ndikaudza boyfriend k*ti ndaneta plus it's late now ndakungorara kunok akanditi for the way if I may ask why usingakwanise kuenda kumba why can't you request Uber ndikati handina mari ndosaka ndangoti ndoenda mangwana maksen handina kudairwa ndikangoti ah hameno nhasi ndamuka ndikaswera munhu asina k*taura neni ndopandamuti ko kusandidaira k*tsanwa k*ti ndakarara kumba kwe sister yangu here akati kana makaona zviri bhoo then it's fine ndobva ndachimuudza k*ti iwewe ndakarwara ndaita miscarriage waisambouya uchindibatsira ne anything but my sister was there ndikarwara futi you never check up on me but my sister was there nhasi wotsamwa k*ti ndaenderei kumba kwake kunomubatsira k*tama why? Zvikanzi it's fine you can go n sleep chero kwawada une right iyoyo ndobva dating xap nhau veduwe ndakatadzei apa?? Ndodawo ma advice kana ndamutadzira ndimuite sorry

26/08/2024

Virgin muno mugruop ngarisimudze ruvoko

25/08/2024
25/08/2024

Chitupa rasa pliz ,ndine cousin sister yangu vanà Mai vedu ndovanoberekwa pamwe chete,àsi vese vakashaya maiguru ndovakatanga kushaya cousin sister ndichamuti Rudo akatanga kuchengetwa namainini vedu vanova ndivo vasara vari vakuru kuside kwana Mai vedu ,mainini ava vanga vari single mother nevana vavo 2 àsi vakatora Rudo vakamuendesa kuchikoro kubva kugrd 4 kusvika form 6 ,mainini vaisashanda vaingoita yese yese k*ti Rudo nevavo vanà vaende kuchikoro nekuraramawo upenyu huri nane zvaitoonekwa nevanhu vese zvek*ti ukasaudziwa waisamboziva k*ti Rudo haasi wavo wekubereka,Rudo akambono Shanda kumagura kuSA paakapedza form 6 akapasa àsi mainini vanga vasina Mari yekuuniversity akashanda kumagura achichengeta Mari yekuenda kuuniversity kwemakore maviri ,baba vaRudo nguvai yese iyi vaisa batsira kana necent zvaro, mainini vaingo ita zvese vega zvavo akazoti Rudo aunganidza kamari kashoma ndopaaka zoenda Kuna baba vake Rudo akavachemera vakazomupa Mari akaenda kuUZ kwaakanoita makore ake matatu fees aitotengesa tengesa kubatanidza ndok*ti baba vacho vaibatsira pavadira,Rudo akazoitawo lucky akawana visa akaenda UK apa akanga atone makore 28 akasviko wanawo akada kuroora ndipo akatanga kuronga marooro naba vake kusvika pakuroorwa mainini haachisina kana k*taura nawo haachadi vak*tinzi muroyi akaroorwa zvechokwadi mainini haana kana kuvaudza mubvunzo wañgu uri pak*ti hazvizonetsi here mangwana nok*ti baba ava vakaramba Rudo iri mimba Havana kana kumbo bvira vasvika mumusha kana kuzikana apa ndivo vadya mari yaRudo hazvizonetsi here mangwana,

25/08/2024

Tete vigayi henyu chitambi ndapinda mumba mechimoko nebhutsu chikatanga kunditi urimbwa hawuone k*ti ndakorobha here kwakubva ndatora mop ndikagadzirisa pandasvibisa paya asi aramba achingoti urimbwa ende varume murimbwa dzamara ndabvako , iyezvino akundifonera achida mari yek*tenga magetsi ndobva ndatanga kuhukura hangu akakata akafonanzve ndikahukura futi akasvika pakuuya kumba kwangu ndikahukura futi ,ndinganzi ndakanganisa here sezvo anditi ndirimbwa

25/08/2024

Beautiful!

25/08/2024

Help veduwe ndakatukana nemunhu aigara kundiseka k*ti ngomwa so ndakazomupindura tikatukana saka ini chigumbu andigone mngwna ndakamuka ndichimumhoresa nyaya ikapera nezuro takawacha hembe iye akawachawo so pakubisa hembe ndakatora skin tight yake nemistake iye akatondibvunza ndikati ayipo so k*taurai kudai mdikuona tight iye iripo pahembe dzangu ndodii mdomudzorera hre kana k*ti achandifungira kyti ndaimuroya sezvo takamotukana ndodii ndomupa hre

23/08/2024

Makadii vedare ndaitawo dambudziko hamawe . Ini ndakasiyana na baba vevana vangu dzave 17 years now ndaichengeta vana ndega vaisamboziva baba vavo nek*ti vakange vari joni vakatoroora umwe mukadzi vakaota mwana . Kubva tichisiyana pa 17 years akatumira Mari about 4 times achiti ndeye chikoro asi yaizouya mambonetsana . Hamawee vana vakura umwe ava kuda kuroorwa so mdakati sezvo uri mutemo kuudza baba vemwana k*ti mwana akuda kuroorwa ndakavaudza . Ivo vari k*ti ini ndiuye kumba kwake muno mujoni mumba make nemukadzi waakaroora kuzoroodza mwana wangu iye haana kundiroora . Ari k*ti haadi vanhu vakawanda mumba make haasi kuda kuona kana hama dzangu haasi kuda chero vanhu vanobva ku side revakuwasha ari kuda ini nemwana nemukuwasha chete ndibatsireiwo vedare kumuti huya kuno kwatinogara totsvagà venue mwana oroorwa pasina kunetsana haasi kuda ndoita seiwo hama dzangu kugukwa tanzwa nemurume iyeye

22/08/2024

Too bad

11/08/2024

Hie

I am a woman aged 27 ndakaroorwa nedhara rine 60. Takasangana hedu ku party kweshamwari yangu and then ndakachiva chibhanzi ndakabva ndangokabira ipapo ipapo. Mudhara was divorced ane vana vemazera edu iwaya. Hapana chandinoshaya pane dhara iri everything mota , classy home, fashion , etc but mboro hapana hapana. Baba ivavo havagone kana kusvira mufunge two minutes noodle chaiyo ndikati zano nderipi ndini uyo kunotsvaga zvivakomana zvemasimbi zviye. Chikomana ichocho chinochovha bhora kwete zvek*tamba. Ndinongoudza murume k*ti ndakumboenda ku Gym and haavhunze ndini hutu kundosvirwa ndotosiya ndamutenda necash chaiyo nek*ti mkoma ivavo vanochova zvek*ti damba refu. Kumba ndinongosvika ndichigeza hanty ndinenge ndadikitira ne gym here 😂

09/08/2024

Hi mkoma . Chitupa mubin dakungonzwawo maonero evamwe maybe ndini ndirikuzvitora nepasipo zvingava right here k*ti friend yko ikuudze zvese zvavanoita murelationship yavo nezvimwe zvaunotoshaya k*ti womupindura k*tii truly speaking ini zvinondibhowa handid kunyepa. Ukangobvunza k*t arisey mface wko wazviparira even usina kubvunza kungoudzwa nezvake aewa Ladies nyaya dzekungot kana ndirifriend yako wakungot pese patataurira wakungotaura about your boyfriend munoitorawo sey ini hangu zviri kundimara k*ti ndimuudze zvoita kunge ndeJealous but zviri bhowo here munozviona sey?

09/08/2024

Admin makore gumi apfura ayo ndakamitisa mumwe musikana semunhu ari married ndakamuti tsvaga wekupomera .Akapomera mumwewo waanopinda naye church now I want truth to come out ndakuda mwana wangu zvino iye ak*ti ndirik*tyira imba yangu k*ti inoparara .Chakakosha chii imba yake nemwana wangu and I'm the one who orchestrated k*ti ave neimba nesvifana svaarikugara nasvo. Munopaonawo sei munhu akuda k*topfavirira muka marriage kenhema nhema achitadza kukoshesa k*ti baba vakuda mwana .Pese apa ndaitya k*ti mukadzi anopopota but now kana akapopota kana kuenda hazvina basa handinga tongwi nemukadzi

Adresse

Democratic Republic Of The

Site Web

Notifications

Soyez le premier à savoir et laissez-nous vous envoyer un courriel lorsque Idya banana publie des nouvelles et des promotions. Votre adresse e-mail ne sera pas utilisée à d'autres fins, et vous pouvez vous désabonner à tout moment.

Vidéos

Partager