BlackSport Entertainnent

  • Home
  • BlackSport Entertainnent

BlackSport Entertainnent ⚫️

29/08/2025

Question of the day
Ko ma lips 💋 anonzi chii ne chishona

Tirimo mumastreets 😅
29/08/2025

Tirimo mumastreets 😅

28/08/2025

Kunze kwe Blood Diamond nderipi rimwe movie rawakadzokorora kuona ?

27/08/2025

You are dating a Manchester United fan and you expect your relationship to have goals?

Yaaa pane basa apa 🙌🏽
27/08/2025

Yaaa pane basa apa 🙌🏽

👀Asi DJ Towers so hakasiriko kekuBindura  here aka 🤭
27/08/2025

👀Asi DJ Towers so hakasiriko kekuBindura here aka 🤭

25/08/2025

Ako ka app kari kuiswa pama smart TV kari kuita kuti tione zvese zvepa DSTV mahara mukukaziva here

25/08/2025

Ko kusatiudzawo kuti mumaMereji umu munotopedza gore musina kuKissana

24/08/2025

Dai uriwe unogadzira maMop dai ari erudzii?

24/08/2025

One day vanhu vachati mutumbi wasvika vachitaura iwe 😪

23/08/2025

Tumira msg kune munhu wako uchiti handei tinotetswa..
Wodzoka pano ne screenshot.🤣🤣

Ndeupi ane poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ? Ndiani anopedza masports
22/08/2025

Ndeupi ane poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ?

Ndiani anopedza masports

Address


Telephone

+263734798383

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when BlackSport Entertainnent posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share