Zimbabwe Music Lyrics

  • Home
  • Zimbabwe Music Lyrics

Zimbabwe Music Lyrics Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

Zviri kundibaya moyo Terry (Um sorry, um sorry),Ndaifunga kuti wewe neni tichaenda mberi,Wandidzimbira moyo Terry (Um so...
14/12/2023

Zviri kundibaya moyo Terry (Um sorry, um sorry),
Ndaifunga kuti wewe neni tichaenda mberi,
Wandidzimbira moyo Terry (Um sorry, um sorry),
Ndazviona akuna rume ka risinganyepi,
Saka mafanana (Handizvo), makafanana,
Senge munorangana(Babe handizvo), munorangana,
Ende makafanana, makafanana.

Chipochashe Muchegwa & Terry Gee Music Platform

Gone too soon.

🎤🔥Oh Lord I pray,🎤🗣️I just want to say,🎤🔥It's nice to be here,🎤🗣️Zvakanaka kuve pano,(Zvakatonaka kuve pano)🎤🗣️Apa wakas...
25/10/2023

🎤🔥Oh Lord I pray,
🎤🗣️I just want to say,
🎤🔥It's nice to be here,
🎤🗣️Zvakanaka kuve pano,
(Zvakatonaka kuve pano)
🎤🗣️Apa wakasimba,
🎤🗣️Tiri vatano,
🎤🗣️Tichiti,
🎤🗣️Ndisu vacho vana chipanga mazano,
🎤🗣️Saka vana tsano,
🎤🗣️Kana muchifunga kuti zvedu zvichapera kuita kunge sarungano,
🎤🗣️Munhu wese aripano ndovimba kuti mune hutano,
🎤🗣️Saka kana muchimbofano kunzwa ndandi randabika,
🎤🗣️Chimbotambai oh mapiano,
🎤🗣️Nekuti edu aya takamamixer tikamasanganisa,
🎤🔥Saka atove ma Cristiano,
🎤🔥Ekuti ndeema legend
🎤🔥Zvakaita vana Josiah
🎤🔥Vana Chinamano.

🎧🗣️🎤 Hatikeche Meche

🎸🎸🎧🎤🔥 Silent Killer Angel of War Kuf Dem Records Silent Killer Angel of War Kuf Dem Records

HAPPY BIRTHDAY ANGEL OF WAR🔥🎤🎧🎧🎸🎸

Chipaz Promotions

Mount Zion Records
ZW 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

🎤Pazvakatanga pakutanga vaifunga tirikutamba,🎤Sunshine Kure kwatava,🎤Vaisada kutiona tichishanda,🎤Ndosaka ndichiva doubt...
01/09/2023

🎤Pazvakatanga pakutanga vaifunga tirikutamba,
🎤Sunshine Kure kwatava,
🎤Vaisada kutiona tichishanda,
🎤Ndosaka ndichiva doubter,
🎤Vaisa appreciater zvatinoita,
🎤Sunshine uchatiurayisa,
🎤Dangerzone uchatiuraisa,
🎤Sunshine uchatiurayisa,
🎤Dangerzone uchatiuraisa.

🎵🎵🎧🎧🎧Dangerzone kwave kumakataaah...... Freeman HKD 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

CymplexMusic ZW
Oskid Productions
Tinashe Mutarisi
Chipaz Promotions

🎤Better kufamba nebhasikoro,🎤Pane kufamba nemota yausina kumboshandira,🎤Kurarama life yepamusoro,🎤Uchiwana zvaunoda zvic...
01/09/2023

🎤Better kufamba nebhasikoro,
🎤Pane kufamba nemota yausina kumboshandira,
🎤Kurarama life yepamusoro,
🎤Uchiwana zvaunoda zvichizokupandukira.

🗣️🎤Ndoda kudya cheziya,
🗣️🎤Chandakazvishandiraaa,
🗣️🎤Nhubu easy come easy go aiwa,
🗣️🎤Ndoda chandinoziva,
🗣️🎤Chakabva kuna Mesiya.

🎧🎵🔥🔥🔥 Freeman HKD 🎤🎤🎤🎤

Saka usatore Short cut..... zvinhu zvinoitika nokuda kwezvikati.....🔥🔥🔥🔥🔥🎵🎵

Kwatabva neupenyu kwave kure......

Kupfuma nyore nyore kwete........

Tinashe Mutarisi

Zviri kundibaya moyo Terry (Um sorry, um sorry),Ndaifunga kuti wewe neni tichaenda mberi,Wandidzimbira moyo Terry (Um so...
16/08/2023

Zviri kundibaya moyo Terry (Um sorry, um sorry),
Ndaifunga kuti wewe neni tichaenda mberi,
Wandidzimbira moyo Terry (Um sorry, um sorry),
Ndazviona akuna rume ka risinganyepi,
Saka mafanana (Handizvo), makafanana,
Senge munorangana(Babe handizvo), munorangana,
Ende makafanana, makafanana.

Chipochashe Muchegwa & Terry Gee Music Platform

🎤Manje ini amusati mandiziva,🎤Kuchitonhora ndinobuda ziya,🎤Kana vakadzi chaivo ndine vaviri,🎤Ndogona kuenda kuchurch mus...
16/08/2023

🎤Manje ini amusati mandiziva,
🎤Kuchitonhora ndinobuda ziya,
🎤Kana vakadzi chaivo ndine vaviri,
🎤Ndogona kuenda kuchurch musiwe chipiri,

🎤🔥Ndogona kungotanga kungochema imi,
🎤🔥Nogona kungomira kumbofema ini,
🎤🔥Ndogona kungotanga kungo screemer........

Culture love zw 🎸🎧🎵🎤🎼🔥🔥🔥🔥🔥🔥

🎤🔥Culture love again🔥🔥🔥🎼🎼🎼🎵🎵🎧🎸

Boss Yala to the fullest...... Seh Calaz Music

🎤🗣️Aiwa musandityira,🎤🗣️Munjolo ndakaupikira,🎤🗣️Aiwa ndinoufira,🎤🗣️Aewa takadzifambira.🎤🔥Saka amai nababa musandicheme,🎤...
12/08/2023

🎤🗣️Aiwa musandityira,
🎤🗣️Munjolo ndakaupikira,
🎤🗣️Aiwa ndinoufira,
🎤🗣️Aewa takadzifambira.

🎤🔥Saka amai nababa musandicheme,
🎤🔥Kana ndafa nemunjolo,
🎤🔥Aiwa ndini ndakazvida
kujola nevamwe,
🎤🔥Kana ndafa nemunjolo,
🎤🔥Aiwa amai nababa musandicheme,
🎤🔥Kana ndafa nemunjolo,
🎤🔥Aiwa ndini ndakazvida,
🎤🔥Kujola nevamwe,
🎤🔥Kana ndafa nemunjolo.

🎧🎤🎸🔥 Tipsy Mabhandity 🔥🔥🎸🎸

🎤🔥Oh Lord I pray,🎤🗣️I just want to say,🎤🔥It's nice to be here,🎤🗣️Zvakanaka kuve pano,(Zvakatonaka kuve pano)🎤🗣️Apa wakas...
12/08/2023

🎤🔥Oh Lord I pray,
🎤🗣️I just want to say,
🎤🔥It's nice to be here,
🎤🗣️Zvakanaka kuve pano,
(Zvakatonaka kuve pano)
🎤🗣️Apa wakasimba,
🎤🗣️Tiri vatano,
🎤🗣️Tichiti,
🎤🗣️Ndisu vacho vana chipanga mazano,
🎤🗣️Saka vana tsano,
🎤🗣️Kana muchifunga kuti zvedu zvichapera kuita kunge sarungano,
🎤🗣️Munhu wese aripano ndovimba kuti mune hutano,
🎤🗣️Saka kana muchimbofano kunzwa ndandi randabika,
🎤🗣️Chimbotambai oh mapiano,
🎤🗣️Nekuti edu aya takamamixer tikamasanganisa,
🎤🔥Saka atove ma Cristiano,
🎤🔥Ekuti ndeema legend
🎤🔥Zvakaita vana Josiah
🎤🔥Vana Chinamano.

🎧🗣️🎤 Hatikeche Meche

🎸🎸🎧🎤🔥 Silent Killer Angel of War Kuf Dem Records

HAPPY BIRTHDAY ANGEL OF WAR🔥🎤🎧🎧🎸🎸

CymplexMusic ZW 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

🎤🎸Nemagitare pandakatanga ndichinopinda paroad,🎤🎸Andina kuziva ndichaenda abroad, 🎤🎸Zvishamiso zvavakandiitira God,🎤🎸Nez...
12/08/2023

🎤🎸Nemagitare pandakatanga ndichinopinda paroad,
🎤🎸Andina kuziva ndichaenda abroad,
🎤🎸Zvishamiso zvavakandiitira God,
🎤🎸Nezvandanga ndisina,
🎤🎸Zvese zviye can afford,
🎤🎸Mota dzinodhura ndichitenga zvima FORD,
🎤🎸Mwari vandiendesa futi kana ahead,
🎤🎸Vandichengetedza ndiri pa gedhi,
🎤🎸Nhasi uno ndinoita zvinhu zvangu ndiri steady,
🎤🎸Panga ndichichema zvichirema,
🎤🎸Ndichirarama,
🎤🎸Asi Mwari wangu andife ndakavadhama,
🎤🎸Vandipa pfungwa dzaka dzama.

🎧🔥Saka ndati varume chenjererai ndopakasara vamwe,
🎧🔥Watukwa iwewe ndati usatsamwa,
🎧🔥Kudanana kunzwanana,
🎧🔥Kuregererana,
🎧🔥Takuda mushandira pamwe,
🎧🔥Chenjerai ndopakasara vamwe,
🎧🔥Watukwa iwewe ndati usatsamwa,
🎧🔥Kudanana kunzwanana,
Kuregererana,
🎧🔥Takuda mushandira pamwe.

🎤🗣️Dai pfungwa dziri drive ndaingoti format,
🎤🗣️Vandi judger vaona ndakarova smart,
🎤🗣️But ndoziva chakachena pasi pano ivhati,
🎤🗣️Asi semurume ini andina kuchinja art,
🎤🗣️Ndakaramba ndakatenser,
🎤🗣️Magitare aiwa andina kuchancer,
🎤🗣️Nyangwe vachiti ini ndiri nzenza,
🎤🗣️Ndaisenza,
🎤🗣️Handisi kuganza,
🎤🗣️Pamwe pacho pandakafamba napo,
🎤🗣️Nepandapinda napo,
🎤🗣️Panga pakandiomera nepanga pakapfava ndini ndinoziva.

🎧🔥Saka ndati varume chenjererai ndopakasara vamwe,
🎧🔥Watukwa iwewe ndati usatsamwa,
🎧🔥Kudanana kunzwanana,
🎧🔥Kuregererana,
🎧🔥Tavakuda mushandira pamwe,
🎧🔥Chenjerai ndopakasara vamwe,
🎧🔥Watukwa iwewe ndati usatsamwe,
🎧🔥Kudanana kunzwanana,
Kuregererana,
🎧🔥Tavakuda mushandira pamwe.

🔥🔥🎤🎸🎧🎻📞 Chipaz Promotions

Oskid Productions

🔥🔥🔥🎧🎸Chaitemura chava kuseva, nhasi sekutamba ini ndiri kureva.

🎤Pandinomuka mangwanani,🎤Ndinozvitarisa pagirazi,🎤Akuna ini arinani,🎤Mangwana ngaasiyane nanhasi,🎤Kutsvaga manake,🎤Kuti ...
12/08/2023

🎤Pandinomuka mangwanani,
🎤Ndinozvitarisa pagirazi,
🎤Akuna ini arinani,
🎤Mangwana ngaasiyane nanhasi,
🎤Kutsvaga manake,
🎤Kuti mhuri irarame,
🎤Aiwa arisi dambe,
🎤Ndatemba tsoka rega ndifambe.

🎧Bvisai rima pamberi pangu,
🎧Isai chiedza ndifambe zvangu,
🎧Hupenyu ndishande hwangu,
🎧Ndakanda nhanho ndabvisa, shangu,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.

🎤🗣️Tavakusiya musha kufamba mamaira,
🎤🗣️Vakomana kuchikaira,
🎤🗣️Tabvunza zviri mberi hakuna adaira,
🎤🗣️Totungamirwa nepasi ndipe nhekwe iya,
🎤🗣️Zvinodzimba asi rega ndireve,
🎤🗣️Ukasadikitira auseve,
🎤🗣️Tavakutsvaga zvakafa zvega,
🎤🗣️Kuvhima kweasina uta nemuseve,
🎤🗣️Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda,
🎤🗣️Ndoenda ndega kusina mhai,
🎤🗣️Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda,
🎤🗣️Handina mufudzi ndingori hwai.

🎧Bvisai rima pamberi pangu,
🎧Isai chiedza ndifambe zvangu,
🎧Hupenyu ndishande hwangu,
🎧Ndakanda nhanho ndabvisa, shangu,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.

🎤Hupenyu makata,
🎤Hausi mutserendende,
🎤Ukaramba wakavata,
🎤Ndiani achavhara vende,
🎤Pane vamwe chingomira mira,
🎤Kuma vave kwavano nwira nwira,
🎤Panganai zano monoteya riva,
🎤Ndafunga kuyambuka ini ndobira dziva,
🎤Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda,
🎤Ndoenda ndega kusina mhai,
🎤Ndoenda Ndoenda,
🎤Handina mufudzi ndingori hwai.

🎧Bvisai rima pamberi pangu,
🎧Isai chiedza ndifambe zvangu,
🎧Hupenyu ndishande hwangu,
🎧Ndakanda nhanho ndabvisa, shangu,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Ijipita Ijipita,
🎧Bhabhayi ndakukanda nhanho,
🎧Kenani tapinda tapinda.

🎤🎧🔥🎸🔥🗣️ Winky D DiBigman

🎤🔥🔥🔥🔥Ndapinda Kenani, Kupinda ini ndapinda, ndapiinda Kenani, Haiwa ini ndapinda.

🎤Gafa Gafa..... Gafa Zvekare...... Jusa.

🎤🎸🔥 Winky D-Vigilance Family

🎤Pamusoroi vakuru woye,🎤Ndauya ndine nyaya yandinayo,🎤Asi dzimwe nguva ndongochema,🎤Ndashaya kana badza rekurima,🎤Zvikan...
12/08/2023

🎤Pamusoroi vakuru woye,
🎤Ndauya ndine nyaya yandinayo,
🎤Asi dzimwe nguva ndongochema,
🎤Ndashaya kana badza rekurima,
🎤Zvikanzi mhaka munoiziva,
🎤Ende zvinodiwa munozviziva,
🎤Endai munoti ndiri kuuya,
🎤Endai munoungana mugare pasi,
🎤Chembere dzekwedu ndidzo dzinoziva,
🎤Kubika doro nechivanhu chacho,
🎤Zvikanzi vakafa vanoona,
🎤Nokuti kune zvinhu zvinoyera.

🎤🗣️Vakanditi rovai makuva vanangu muyanike vananguwe,
🎤🗣️Dzosai mudzimu mumusha menyu ikutarireiwo vanangu weee,
🎤🗣️Dirai doro pasi murarame vanangu wee,
🎤🗣️Yeukai kumashure kwamakabvawo vanangu wee,

🎤Vakati ingouyai nevakuru venyu,
🎤Ndivo vanochiziva chivanhu chenyu,
🎤Enda unovatsvaga vachiri vapenyu,
🎤Ndivo vanotungamira munzira dzenyu,
🎤Ndakavati nditumei shoko ndosvitsa,
🎤Ende midzimu yako inokutarisa,
🎤Zvese zvamandituma ini ndoita,
🎤Kuti vanditungamire kwandinoenda,
🎤Asi inini vakanditi panodiwa mombe,
🎤Ende vanasekuru vanoda mukombe,
🎤Iyi uriwega aungaigone
🎤Endai munoungana......

🎤🗣️Vakanditi rovai makuva vanangu muyanike vananguwe,
🎤🗣️Dzosai mudzimu mumusha menyu ikutarireiwo vanangu weee,
🎤🗣️Dirai doro pasi murarame vanangu wee,
🎤🗣️Yeukai kumashure kwamakabvawo vanangu wee,

🎤🎧🎸🗣️ Killer T

🎤🔥Chairman
🔥🎸🎤Hot Property

Chipaz Promotions
Oskid Productions
CymplexMusic ZW

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,🎧Ndechirwere cherima handingapore,🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,🎧Chichemo changu isai k...
11/08/2023

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,
🎧Ndechirwere cherima handingapore,
🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,
🎧Chichemo changu isai kumakore,
🎧Ndega ndotadza handingazvigone,
🎧Mafuta eupenyu itai ndizore,
🎧Mitemo yenyu pazvigunwe ndiinyore,
🎧Zvepano pasi azvingaiti nyore.

🎤Ah Pasi ndakato gwadama,
🎤Zuva nezuva tiri kunyora zama,
🎤Handisi kupasa ndoda kuzama,
🎤Takarasikirwa neshoko ini nehama,
🎤Ndiri kukwama,
🎤Ende ndakatogwamba,
🎤Kuita kunge chikwama,
🎤Chisina kana kana,
🎤Hana yangu ndoda ichene,
🎤Dai manditumira Mweya Mutsvene.

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,
🎧Ndechirwere cherima handingapore,
🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,
🎧Chichemo changu isai kumakore,
🎧Ndega ndotadza handingazvigone,
🎧Mafuta eupenyu itai ndizore,
🎧Mitemo yenyu pazvigunwe ndiinyore,
🎧Zvepano pasi azvingaiti nyore.

🗣️Izvi hazvizirizvo zvandoda,
🗣️Pano pasi ndirikuona horror,
🗣️Dai Mwari wangu mandidzora,
🗣️Ndisazobata kana kutora,
🗣️Hooo clash,
🗣️Handei neni,
🗣️Nzira dzangu dzakangozara mheni,
🗣️Ndoda kupinda munzira dzenyu mheni,
🗣️Mwari heyi njere ndipei,
🗣️Ndanonoka!

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,
🎧Ndechirwere cherima handingapore,
🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,
🎧Chichemo changu isai kumakore,
🎧Ndega ndotadza handingazvigone,
🎧Mafuta eupenyu itai ndizore,
🎧Mitemo yenyu pazvigunwe ndiinyore,
🎧Zvepano pasi azvingaiti nyore.

🎤Ah Pasi ndakato gwadama,
🎤Zuva nezuva tiri kunyora zama,
🎤Handisi kupasa ndoda kuzama,
🎤Takarasikirwa neshoko ini nehama,
🎤Ndiri kukwama,
🎤Ende ndakatogwamba,
🎤Kuita kunge chikwama,
🎤Chisina kana kana,
🎤Hana yangu ndoda ichene,
🎤Dai manditumira Mweya Mutsvene.

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,
🎧Ndechirwere cherima handingapore,
🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,
🎧Chichemo changu isai kumakore,
🎧Ndega ndotadza handingazvigone,
🎧Mafuta eupenyu itai ndizore,
🎧Mitemo yenyu pazvigunwe ndiinyore,
🎧Zvepano pasi azvingaiti nyore.

🗣️Izvi hazvizirizvo zvandoda,
🗣️Pano pasi ndirikuona horror,
🗣️Dai Mwari wangu mandidzora,
🗣️Ndisazobata kana kutora,
🗣️Hooo clash,
🗣️Handei neni,
🗣️Nzira dzangu dzakangozara mheni,
🗣️Ndoda kupinda munzira dzenyu mheni,
🗣️Mwari heyi njere ndipei,
🗣️Ndanonoka!

🎧Ndivhurei maziso angu ndione,
🎧Ndechirwere cherima handingapore,
🎧Ndorasika Ishe wangu mundidzore,
🎧Chichemo changu isai kumakore,
🎧Ndega ndotadza handingazvigone,
🎧Mafuta eupenyu itai ndizore,
🎧Mitemo yenyu pazvigunwe ndiinyore,
🎧Zvepano pasi azvingaiti nyore.

🎤🎧🎸🎸🔥🗣️ Tocky Vibes

🎸🎻Mount Zion Music🎤🎧🔥

Mount Zion Records

📞Halo📞Halo📞Halo🗣️🔥( Oskid Productions )🎤Kupinda murudo dzangova nharoo,🎤Vachandibvunza kuti ko sei ndadaro,🎤Akazi kekuta...
11/08/2023

📞Halo
📞Halo
📞Halo
🗣️🔥( Oskid Productions )

🎤Kupinda murudo dzangova nharoo,
🎤Vachandibvunza kuti ko sei ndadaro,
🎤Akazi kekutanga,
🎤Akazi kekupedzesera futi,
🎤Kugara ndichibaiwa moyo,
🎤Moyo wangu unobatikana,
🎤Ndinoda kumbodiwa zvokupengesana,
🎤Atidi futi zvekuzorambana,
🎤Kudedza vatete tomboonesana,
🎤Dzimwe nguva unodiwa,
🎤Mangwana wotofuma wotosiwa,
🎤Vandiramba maimwana,
🎤Nhai Mwari iwe.

🎤🎧Ngausandidaro munjolo,
🎤🎧Ngausanditemesa musoro,
🎤🎧Kuda kundipinza mutorongo,
🎤🎧Aiwa andina zororo,
🎤🎧Ngausandidaro munjolo,
🎤🎧Ngausanditemesa musoro,
🎤🎧Kuda kundipinza mutorongo,
🎤🎧Aiwa andina zororo,

🎤🎧🎸🔥🗣️ Killer T

🎤🎸🔥Chairman........

🎤Ndobasa ravo kungo pomera,🎤Havadi kundiona ndinewe,🎤Calaz vaudze chipo chedu,🎤Ko ini ndinokuvengerei,🎤Hah ngavasandinye...
11/08/2023

🎤Ndobasa ravo kungo pomera,
🎤Havadi kundiona ndinewe,
🎤Calaz vaudze chipo chedu,
🎤Ko ini ndinokuvengerei,
🎤Hah ngavasandinyepere,
🎤Kinnah handikurase,
🎤Mundima ndinewe,
🎤Ndobasa ravo kungo pomera,
🎤Havadi kundiona ndinewe,
🎤Calaz vaudze chipo chedu,
🎤Ko ini ndinokuvengerei,
🎤Hah ngavasandinyepere,
🎤Kinnah handikurase,
🎤Mundima ndinewe,

🎧🎤Paunoti zvemu getto ndinoti zheti,
🎧🎤Vanoda kutivenganisa guwa napanet,
🎧🎤Ende ngoma todzirova zvitori straight,
🎧🎤Saka ndakupasira Calaz mumanet,
🎧🎤Vakawanda vanouya vachingotaura,
🎧🎤Hanzi Kinnah haagone unomubvarura,
🎧🎤Vamwe voronga ma bash,
🎧🎤Kinnah na Calaz clash,
🎧🎤Kuti vazowana zvekutaura,
🎧🎤Hona vega vongo bondera,
🎧🎤Vachida kutipesanisa,
🎧🎤Ende shungu dzavo kuda kuti rwisanisa,
🎧🎤Handinyengerere usavasekerere,
🎧🎤Zino irema saka andisisiri pwere.
.................🔥🎤🎸🎧 Seh Calaz Music Kinnah

🎧🎻🎤I know I know🔥🎸🎤

Chipaz Promotions
CymplexMusic ZW
Oskid Productions

🎤🗣️Ma1 atanga,🎤🗣️Mbare ndisu tiri kutonga,🎤🗣️Mudhanzi tava mamonya,🎤🗣️Saka ndati hmmm vakuda kujaira,🎤🗣️ Calaz vaudze ku...
11/08/2023

🎤🗣️Ma1 atanga,
🎤🗣️Mbare ndisu tiri kutonga,
🎤🗣️Mudhanzi tava mamonya,
🎤🗣️Saka ndati hmmm vakuda kujaira,
🎤🗣️ Calaz vaudze kuti takavangwarira,
🎤🗣️Ma1 atanga saka nesu aasi masanga,
🎤🗣️Matsanga nhasi tomaranga,
🎤🗣️Saka ndati hmmm vakuda kujaira,
🎤🗣️Jah love vaudze kuti, takavangwarira,

🎧🎤🎸🔥🔥 Seh Calaz Music Kinnah Mbare

🔥🎸🎤🎧Full bar and catering...... chech check

🗣️🔥🎸🎧🎻Ngatipedzese malyrics mu comment section.....

Chipaz Promotions

🎤Tine chikumbiro chatinacho,🎤Tinoda kuti chisvike ikoko muchinzwewo,🎤Ndicho chega chikumbiro chatinacho,🎤Ku industry yed...
10/08/2023

🎤Tine chikumbiro chatinacho,
🎤Tinoda kuti chisvike ikoko muchinzwewo,
🎤Ndicho chega chikumbiro chatinacho,
🎤Ku industry yedu isusu yemapancho,

🎤🗣️Pamagetsi apa,
🎤🗣️Matinyanyira,
🎤🗣️Pamagetsi apa,
🎤🗣️Tinzweiwo,
🎤🗣️Pamagetsi aapa,
🎤🗣️Ndipo pane rese zheti apa vakomana,
🎤🗣️Pamagetsi apa,
🎤🗣️Matinyanyira,
🎤🗣️Pamagetsi apa,
🎤🗣️Tinzweiwo,
🎤🗣️Pamagetsi aapa,
🎤🗣️Ndipo pane rese zheti apa vakomana,

🎤🎸🎵🎻🎸🎧🎧Buyaka_official 🔥🔥🔥

Chipaz Promotions

🎧🎤Taneta nekunwa achipisa ma Coca-Cola,
🎧🎤Toita here pulani yekutenga masolar,
🎧🎤Kana kuti tese tobvisama dola dola,

🔥🔥🔥🎸🎵🎤🎧🎼🎵Pamagetsi Apaaaaaah

10/08/2023

🎤Patakati Ninja Saturday kwaipisa,
🎤Vanhu mabhachi vachibvisa,
🎤Nhasi tapinda muchando,
🎤Usamire prezha iwe joina mutambo,

🎤Takarova mabhomba Jacket (Lyan),
🎤Tarisai madhora muwallet (mangani),
🎤Tibike swagger muchando,
🎤Swagger muchando,
🎤DJ faisa ngoma ridza raga musambo,

🎤🎧Hatingamirire summer,
🎤🎧Mu wallet aritii ma Obama,
🎤🎧Ka life kacho kunge dhirama,
🎤🎧Tofara vamwe varere mumapijama,
....................

🎤🎧🗣️Zimbabwe Swagger muchando,
🎤🎧🗣️South Africa Swagger muchando,
🎤🎧🗣️Hingirandi Swagger muchando.
🎤🎧🗣️Australia Swagger muchando,

🎤Aiwa ndokumbira musaite zvenhando,
🎤Kufara chete vegodo siyanai navo,
🎤Swagger muchando ini ndaimba kambo,
🎤Vanakirwa zvikanzi isusu tikuda kuendawo,
🎤Imbotanga wanotarisa weather report,
🎤Hanzi kuchatonhora minus 40,
🎤Kunze kunechando asi swagger iri hot🔥,
🎤Tuzvimoko twakarova mazi overcoat,
🎤Takarova mabhomba Jacket (Lyan),
🎤Tarisai madhora muwallet (mangani),
🎤Tibike swagger muchando,
🎤Swagger muchando,
🎤DJ faisa ngoma ridza raga musambo,

🎤🎧Hatingamirire summer,
🎤🎧Mu wallet aritii ma Obama,
🎤🎧Ka life kacho kunge dhirama,
🎤🎧Tofara vamwe varere mumapijama,

🎤🎻🎸🎤🎧🗣️ Winky D DiBigman .... Mukombe we prezha tatora🎤

Maninja aWINKY D, Dibigman, Viglance family
WINKY D Fanpage
Winky D-Vigilance Family
King Solomon Zim
Tinashe Mutarisi

Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

🎤Avarikuti manjuzu avasi kumboziva......🎤🎸🎻🎵🎼⚡️⚡️⚡️Send lyrics in the comments......hwinza.Lula lulaofficial
10/08/2023

🎤Avarikuti manjuzu avasi kumboziva......🎤🎸🎻🎵🎼⚡️⚡️⚡️

Send lyrics in the comments......

hwinza.Lula lulaofficial

🎤Wototenda denga wamuka uchifema,🎤Vamwe mutirongo vakatoiswa njema,🎤Mutoro warema mambo imi hunzi  mutoro warema,🎤Ndotot...
10/08/2023

🎤Wototenda denga wamuka uchifema,
🎤Vamwe mutirongo vakatoiswa njema,
🎤Mutoro warema mambo imi hunzi mutoro warema,
🎤Ndototenda ini,
🎤Kusvika ndichikumbira,......................
🎤🎻🎸Zvepasi pano kunyora zama

🎤🗣️Hama tichapapesana kumagumo kwayo nyika,
🎤🗣️Vazhinji ranhasi vaitodawo kuriona,
🎤🗣️Asi vakatsakatika,
🎤🗣️Cherechedzo yeuchidzo ka tichapapesana kumagumo kwayo nyika,
🎤🗣️Ranhasi vazhinji vaitodawo kuriona asi vakatsakatika.

🎤🎵🎸🎻🎻🎻🎻🎻
hwinza.Lula lulaofficial 🎵🎵🎵🎤🎵🎵

🎤🎧🎻🎸Denga kana radana azvina kuti uri ku Copa Cabbana

🎤Uchamhanya nebhuru ripi?🎤Uchaziva sei iri riri weak?🎤Sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi,🎤Ko m...
10/08/2023

🎤Uchamhanya nebhuru ripi?
🎤Uchaziva sei iri riri weak?
🎤Sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi,
🎤Ko manje iwe zvawatora iri,
🎤Wamira nerinori washora iri,
🎤Ko vakazo sora usahwira vofuma vachibata rimwe chete vari vaviri,

🎤🗣️Panotungana dzemudanga ma1 anenge atanga,
🎤🗣️Apana anoda kuitwa mhuru,
🎤🗣️Kwava kuratidzana ubhuru,
🎤🗣️Padzinotungana mudanga,
🎤🗣️Kutora divi ndaramba,
🎤🗣️Hapana anoda kuitwa mhuru,
🎤🗣️Kwava kuratidzana ubhuru.

🎤Ndodhabhura ndiri kuteresi,
🎤Ndichimhanyisa maziso sendikuona tenesi,
🎤Hapasi pekuridza mheterwa,
🎤Ukadhibha waterwa wobva wanzi ndiwe menesi,
🎤Unenge woita seune mukonyo,
🎤Dai wazvizivira mumoyo,
🎤Kubva nhasi ukaona panonetsana mabhururu buda imomo.

🎧🎤🎧 Winky D DiBigman

🗣️Chi Extraa!

🎸🎧🎻🎸Mashoko angu anenzira, saka iroad, rega ndimboita Speke inini🎸🎻🎻🎻

🗣️🎸🎤Gafa i Gafa Boys

King Solomon Zim

10/08/2023

🎤Musatione kupenya kudaii,
🎤Isu takambotambura,
🎤Tairarama nemaricho,
🎤Kufamba muminda yevanhu tichivasakurira,
🎤Haa Mwari makagona,
🎤Kundifuta vanga vandiisa pakona,
🎤Nhamo yanga yanyanyondisona,
🎤Taisafunga kuti tichabata dhora,
🎤Mayambutsa ini mayambutsa amai vangu,
🎤Mayambutsa ini mayambutsa ambuya vangu,
🎤Mayambutsa ini mayambutsa dzinza rekwangu,
🎤Apa Mwari mandigonera,
🎤Handinganyepe pandakapinda pakaoma,
🎤Vekwangu vaifara kuona ndichidonha,
🎤Ndapiwa zvikiribidi kunzvenga sa maradhona,
🎤Kumaka Tawanda vanhu musavafosa,
🎤Musimudzirei mwana aende,
🎤Musamupfungaidzire siya ayende,
🎤Paanozama odonha musamuseke,
🎤Musimbisei muombererei.......,

🗣️Jah Jah vari kuside kwedu,
🗣️Mwari varikumhanya nesu,
🗣️Saka ukasa mhanya nesu,
🗣️Ukasatamba nesu unozviruza,

🎤🎧Vaida kunditarisira pasi pasi,
🎤🎧Avaida kuona ndichibudirira,
🎤🎧Asi nemunamato takaipfuura,
🎤🎧Ne shungu huuuuhuuuhuuu,
🎤🎧Neshungu huuuhuuuhuuuu,
🎤🎧Magetto yuts tine shungu huuuhuuuhuuuu,
🎤🎧Neshungu huuuhuuuhuuuu,
🎤🎧Toshanda nesimba,

🎤🎧🎸🥁🎸 🗣️ Seh Calaz Music - Takaipfuura!!!!

🎤🗣️Ndoziva pandakatangira....

🎤🎧🎸🎻🥁👏🏽Mwari uyu mufudzi akanaka......🙏🏾

🗣️🗣️🗣️🗣️🎸🙏🏾🎤🥁👏🏽Siyai mwana aendeeeeh

Prosper Fi Real Music
Tinashe Mutarisi
CymplexMusic ZW

Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

09/08/2023

🎤Zvinondishamisa CymplexMusic ZW,
🎤Kuti kana uripa zero avakude,
🎤Vashoma vanoda kudonha newe,
🎤Voti uyu ndewedu,
🎤Asi zvaitwa nemumwe,
🎤Anzi tisu takamuoa simba kubva pazero,
🎤Tisu takamugadzirira kubva pazero
🎤Vakudaro nhasi ka nda driver pajero,
🎤Atina time nema mero,

🎵🎤Simba tinaro,
🎵🎤Chinhu chatinoda mukana nenguva tivaratidze,
🎵🎤Toita zvogara zvakadaro,
🎵🎤Getto yut rine rimwe power so,
🎵🎤Musati saize,
🎵🎤Simba tinaro,
🎵🎤Chinhu chatinoda mukana nenguva tivaratidze,
🎵🎤Toita zvogara zvakadaro,
🎵🎤Getto yut rine rimwe power so,
🎵🎤Musati saize,

Prosper Fi Real Music 🎤🎵🎻🎸🎼🔥🔥🔥🔥⚡️Simba Tinaro!!!!!

⚡️🔥🎼🎸🎻Getto Yut Rine Rimwe Power So!!!!!!!!!!
Seh Calaz Music
Freeman HKD
Tinashe Mutarisi
Poptain
Tocky Vibes

Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

🎤Makati tichengetane nanhasi tichiri pamwe,🎤Musasiyane kunyangwe zviomesei,🎤Tichengetane,🎤Hatina kukanganwa,🎤Mashoko ari...
09/08/2023

🎤Makati tichengetane nanhasi tichiri pamwe,
🎤Musasiyane kunyangwe zviomesei,
🎤Tichengetane,
🎤Hatina kukanganwa,
🎤Mashoko ari muhana,

Prosper Fi Real Music

09/08/2023

Prosper Fi Real Music

ZIMDANCEHALL PRESENT AND FUTURE

🎤Pazvakatanga pakutanga vaifunga tiri kutamba,🎤Sunshine kure kwatava,🎤Vese vaisada kutiona tichishanda ndosaka ndichiva ...
01/04/2023

🎤Pazvakatanga pakutanga vaifunga tiri kutamba,
🎤Sunshine kure kwatava,
🎤Vese vaisada kutiona tichishanda ndosaka ndichiva doubter,
🎤Vaisa appreciater zvatinoita.

Freeman HKD

🎤🎤Zvavanenge vachitarisira sandizvo zvazvaita... 🎤🎶

🎵🎧🎶Sunshine uchatiuraisa,
🎵🎧🎶Danger zone uchatiuraisa,

🎤Pese paunoputsika simuka,🎤Satani oda kukudherera jamuka,🎤Paunorota hope dzemunyama pepuka,🎤Zadzisa zvaunoshuva nezvauno...
28/03/2023

🎤Pese paunoputsika simuka,
🎤Satani oda kukudherera jamuka,
🎤Paunorota hope dzemunyama pepuka,
🎤Zadzisa zvaunoshuva nezvaunofunga.

🎤Usanete mulife go far,
🎤Kwaunoenda uchasvika,
🎤Ingori time zvinoita,
🎤Mwari munhu wese vanopa.

Freeman HKD

🎤Kana zvatinakidza aiwa chingotisiyai tifare,🎤Kana zvandiomera muchaona ndichikubatai. Killer T
26/03/2023

🎤Kana zvatinakidza aiwa chingotisiyai tifare,
🎤Kana zvandiomera muchaona ndichikubatai.

Killer T

26/03/2023

🎤Nzombe huru yakabva mukurerwa wani,
🎤Ichi chitsiidzo chatakaita inini namai,
🎤Hiihii Tocky Vibes pazvinenge zvakanaka usatikanganwe,
🎤Hoo mhai ndopika handikukanganwei,
🎤Mhai minamato yenyu yose musatikanganwe,
🎤Tocky mwanangu ndopika handikukanganwe.

🎤🎵🎵🎧🎶Imimi Mwari komborerai mhai..... Vasipo ndingadai ndiripi.
🎤🎤🎤🎤🎤Mirai nditende mhaiyo.

Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

🎤Usazobhaizwa nezino Freeman HKD,🎤Kana Judas chaiye waisekerera,🎤Hakuna mhandu iri nani,🎤Ukanyanya kutemba mumwemunhu wa...
26/03/2023

🎤Usazobhaizwa nezino Freeman HKD,
🎤Kana Judas chaiye waisekerera,
🎤Hakuna mhandu iri nani,
🎤Ukanyanya kutemba mumwemunhu wazviregerera.

🎤Ipapo ndapanzwisisa Winky D DiBigman ,
🎤Life yatakurarama yakuda kuchenjerera,
🎤Chakungokosheswa imari,
🎤Anokuda uinayo woenda yapera.

🎤Kusvikira rinhi meso ichiona muromo usingazvitaure,🎤Kusvika rinhi nzeve dzichinzwa muromo usingazvitaure,🎤Nhasi ndinofi...
26/03/2023

🎤Kusvikira rinhi meso ichiona muromo usingazvitaure,
🎤Kusvika rinhi nzeve dzichinzwa muromo usingazvitaure,
🎤Nhasi ndinofira kureva,
🎤Lyan ndinofira kureva,
🎤Bhudza ndinofira kureva,
🎤Maninja ndinofira kureva.

🎤🎧🎵MUSAMBODA KUNYEPERA MHEPO

Winky D DiBigman

26/03/2023

🎤Saka usafananidze success yangu neyemumwe munhu,
🎤Iwe usafananidze upenyu hwangu newe mumwe munhu,
🎤Nekuti kwatinobva kunosiyana siyana,
🎤Nekwatiri kuendawo nzira dzinozopesana,
🎤Kwatinobva, Kwatinobva,
🎤Vamwe tinotemba naJehovha, vamwe vanoenda ku n'anga.

🎤Asi Mwari ndikatarisa zvandaiva ndinoona renyu simba,
🎤Handisati ndakuwana zvose asi zvizhinji ndaingochiva,
🎤Ipapo pashoma pandinapo ndopapfugamira ndoisa munamato,
🎤Ini nenhamo taitova nemuchato asi ndakaivhunura se shato......

Seh Calaz Music fans gather here....... 🎤🎶🎵🎧
Haazi ma funnies 🎤🎤🎤🎤

Recognizing the voices in the Zimbabwean Music World. Come lets enjoy their lyrics together🎤🎶💙 .

🎤Wotokwira manera kuti ugopabudirira,🎤Haisi nyore haisi dambe kunzi wazo budirira,🎤Saka ngazviende, back to sender, zvid...
26/03/2023

🎤Wotokwira manera kuti ugopabudirira,
🎤Haisi nyore haisi dambe kunzi wazo budirira,
🎤Saka ngazviende, back to sender, zvidzorere kwazvabva, ngazviende...

Mukavaona muti zvanzi ( Freeman HKD ) :🎤Ndine nharo, ndine nharo ehe,🎤Doctor wemagita ndini ndadaro,🎤Nyangwe vakasabhura...
26/03/2023

Mukavaona muti zvanzi ( Freeman HKD ) :

🎤Ndine nharo, ndine nharo ehe,
🎤Doctor wemagita ndini ndadaro,
🎤Nyangwe vakasabhurana vakaisa vamwe vanyowani asi zvichagara zvakadaro,
🎤Ofcoz ndine nharo ndine nharo ehe,
🎤Nadah hamundibvise pachigaro,
🎤Nyangwe vakapanana manew idea,
🎤Asi ngavagare vakaziva....

🎤Irori zita ramakandipa ndoraita kuti nditsvage naro mari,🎤Ex-Factor inini nema fans ngatisasiyana.🎤Kunditi Freeman HKD ...
26/03/2023

🎤Irori zita ramakandipa ndoraita kuti nditsvage naro mari,
🎤Ex-Factor inini nema fans ngatisasiyana.
🎤Kunditi Freeman HKD kwamunondiita,
🎤Ndokwaita nditsvage nako mari.
🎤Ex-Factor kana zvichibvira inini nema fans ngatisasiyana.

🎤Ndinenge ndichipemberera kubuda munhamo,🎤Anezenge atiwo ndavhaira hameno,🎤Mari ndeyekuto bvunzawo kune vamwewo vanayo,🎤...
06/02/2023

🎤Ndinenge ndichipemberera kubuda munhamo,
🎤Anezenge atiwo ndavhaira hameno,
🎤Mari ndeyekuto bvunzawo kune vamwewo vanayo,
🎤Nekuti ukaiwana uri mukono,

Hwindi Prezident Music 🎤🎤🎤🎤🎤🎤

Boss of the road........ 💪🏿🎶🎤🎸🎧🎵🎼🎼🎵🎤🎧🎸🎶🎸🎤

🎤Handirwadziwe kuvengwa nevakawanda.... 🎸🎶🎤

🎤Shandiswa naMwari semuenzaniso,🎤Haiwaka chidzidziso,🎤Ndichochi chiziviso,🎤Nokuti chishamiso,🎤Kana zvinhu zvichidaiso.🎶M...
06/02/2023

🎤Shandiswa naMwari semuenzaniso,
🎤Haiwaka chidzidziso,
🎤Ndichochi chiziviso,
🎤Nokuti chishamiso,
🎤Kana zvinhu zvichidaiso.

🎶Marangwanda achamuka,
🎶Mumwe musi ndichasvika,
🎶Nekuti ini ndakabuka,
🎶Madhimoni ini ndichipisa,
🎶Ngoma ndichibika,

🎸Ndoda kuenda kose,
🎸Mativi mana enyika,
🎸Ndivazivise kuti Ishe achadzika,
🎸Mwari vachatsika.

🎤Pandagona havambopaona,🎤Pandato firirira ndichiti ndawiner,🎤Pandatadza vanomhanyira kuona,🎤Basa ravo chete kupotsera zv...
06/02/2023

🎤Pandagona havambopaona,
🎤Pandato firirira ndichiti ndawiner,
🎤Pandatadza vanomhanyira kuona,
🎤Basa ravo chete kupotsera zvidhinha,

🎶Ehe vanotaura pandatadza,
🎶Kumukirira kundibvunza,
🎶Asika chinondirwadza,
🎶Pandagona zvinovarwadza.

Hwindi Prezident Music 🎸🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤

Mukatogumbuka ndopazvinoita worse........ 💪🏿🎶🎤🎸🎤🎸🎤🎤🎶🎸🎸🎤🎤

🎤Tiri kutsvaga kurarama tava kuita yese yese (Chamuka inyama),🎤Hatiregedze kunamata, kuna Mwari kwese kwese (zvinhu zvin...
02/02/2023

🎤Tiri kutsvaga kurarama tava kuita yese yese (Chamuka inyama),
🎤Hatiregedze kunamata, kuna Mwari kwese kwese (zvinhu zvingafamba)

🎶Vamwe vakabuda kunotsvaga kune dzimwe nyika,
🎶PaHarare mari yaisabatika,
🎶Isu tiri ma die hard chinouya chinotiwana, mari yedu irimo munyika,
🎶Ndasimudza musoro ndatakura wangu mutoro, pasina mari hapana zororo,
🎶Ndasimudza maoko ndaisa wangu muteuro Satani ndomutongera chitororo.

Seh Calaz Music 🎤🎤🎤Ooh Nanana, Ooh mhai ooh mhai

🎸🎸🎸Tarira makore akapera tichienda kuchikoro tichiti zvobhadhara mangwana,
🎸🎸🎸🎸Sevanhu vakakurira munhamo atina kutambisa mari yevabereki takapasa......


🎤Kune varipo ndisiye ndisimbise,🎤Mwari ndakumbira kuti vachenese,🎤Kana ndatanga ndisiye ndipedzese,🎤Handimerure ini hand...
02/02/2023

🎤Kune varipo ndisiye ndisimbise,
🎤Mwari ndakumbira kuti vachenese,
🎤Kana ndatanga ndisiye ndipedzese,
🎤Handimerure ini handitengese,
🎤Tiri kuno, tiri kuno,
🎤Hatina chinono titori nezano,
🎤Hatipo pakati pemazino,
🎤Nhasi asiyana nemusuno.

🎧Dzichava nhoroondo,
🎧Mwari vanoburitsa mudondo,
🎧Toda kuvapa mbiri kwete yepondo,
🎧Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo,

🎸Eheeeeee, eheeeeeeeeh, eheeeeeeeeeeeh,
🎸Taitombodaiso takumbodaiso....
🎸Eheeeeee, eheeeeeeeeh, eheeeeeeeeeeeh,
🎸Taitombodaiso takumbodaiso.... .

Enzo Ishall 🎤🎤🎤🎤🎤🎤

ndiri covered 🎧🎵🎶🎵🎧🎵🎧🎵🎧🎵🎧

Address


Telephone

+263788623433

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimbabwe Music Lyrics posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Address
  • Telephone
  • Alerts
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share