Remembering Tongai Moyo Dhewa the king of sungura. May her soul rest in peace.
How old were you when Tongai Moyo died?. In remembrance of Tongai Moyo’s great music career which was loved by many Zimbabweans. #zimbabwe #sunguramusic #oldschool
Accident
Drive safe this #Holiday
Zvanzi “gara pasi” apa uchiputitsirwa, ko munhu yakafa nhai imi?
Zvanzi “gara pasi” apa uchiputitsirwa, ko munhu yakafa nhai imi?
Pray that you don't become that guy holding the girl, and also pray that your daughters don't end up like that girl😭🙏
Pray that you don't become that guy holding the girl, and also pray that your daughters don't end up like that girl😭🙏
Kana dzatsva motengerwa dzimwe here?
Mota idzi dzakatsva dzirimumawoko emapurisa
Akachengeteswa mwana kwe 12 years asiri wake.
Akachengeteswa mwana kwe 12 years asiri wake.
Government acquires state of the art bus to carry SADC delegates.
Iri ndobhazi ratengwa nehurumende richatakura maDelagates eSADC, Zimbabwe huchi😭😂
Regai zvikoro zvichivharwa vauye kumba💔
Regai zvikoro zvichivharwa vauye kumba💔
Kumisha uko vanhu Vakunyeberwa naMC....
Kumisha uko vanhu Vakunyeberwa naMC....
Zim Hiphop rapper Voltz Jt releases new song titled War Vets, and is already making trends on the internet. Checkout video on youtube: https://youtu.be/w7nBn1k9syU #thenewsreport #Zimbabwe #HarareNews #trendingnow #VoltzJt #ZimHipHop
Zim Hiphop rapper Voltz Jt releases new song titled MA WAR VETS, and is already making trends on the internet. Checkout video on youtube: https://youtu.be/w7nBn1k9syU
#thenewsreport #Zimbabwe #HarareNews #trendingnow #VoltzJt #ZimHipHop
Mumwe mupirisa weZRP apotsa asangana nevadzimu vake apo paanga okandwa panze mota ichi famba. Kuratidza kwazvo ajambira kombi yemushika shika achida kuyisunga.
Mumwe mupirisa weZRP apotsa asangana nevadzimu vake apo paanga okandwa panze mota ichi famba. Kuratidza kwazvo ajambira kombi yemushika shika achida kuyisunga.
Nyika ino yazoipa manje.
Vana vedu vapumhuka, zvinzwirei mega😭. #thenewsreport #Zimbabwe
Vana vedu vapumhuka, zvinzwirei mega😭.
#thenewsreport #Zimbabwe
Musikana uya wekurohwa arikukumbira rubatsiro haana mari yekurapwa apa arikubuda ropa kunhengo hama we ndarwadziwa💔😭
Musikana uya wekurohwa arikukumbira rubatsiro haana mari yekurapwa apa arikubuda ropa kunhengo hama we ndarwadziwa💔😭
Ava ndovanhu vanonzi varikudya mari muZimbabwe. Sir Wicknell Chivayo & Mike Chimombe on another audio leak 3.
Follow our page for more content The News Report
#thenewsreport #Zimbabwe #HarareNews #trendingnow
Ungachata nemukadzi wako wakapfeka gawuni remuchato iri here 💔😭
Ungachata nemukadzi wako wakapfeka gawuni remuchato iri here 💔😭
#questionoftheday #thenewsreport
How Shona speaking teachers will be trying to impress former Deputy Minister of Higher Tertiary Education Hon Simelisizwe Sibanda before being fired😂. We condemn tribalism.
Follow for more:-
King Solomon Zim ZimDaily Zim Celebs News ZiFM Stereo Star FM Khulumani FM 95.0 Skyz Metro FM Bhozhongora Latest @topfans
#isiNdebele #ChiShona #thenewsreport
ma requirements anodiwa kuti ukwanise kudanane na Madzimai Emily - madzimai vaya vekubudisa ma ponoavo