Gora zw

Gora zw *For example*

*December is here. Patirikusangana semhuri tisabvunzane kuti ko hausati waroora kana kuroorwa? Ko urikushanda kupi?Ko hausati wane mwana?

Ko kuwonda kudai chii? Let's just thank God for hupenyu, todya mupunga nenyama....todzokera kwatinorar

15/02/2025

Saka muchaita sei nemaruva nhaimi nyuchi

09/02/2025

Mrisei ndadzoka manje

29/01/2025

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Energy Honest Samanyanga Ndlovu, Tafirenyika Kepekepe, Kudakwashe Mushure

28/01/2025
25/01/2025
Mambo Ndi Mambo !!!Mabhanditi Murisei Aiwa Mwari vakanaka boys dzangu ,Nyama dziri kusangana dzichibatana mbichana mbich...
23/01/2025

Mambo Ndi Mambo !!!
Mabhanditi Murisei Aiwa Mwari vakanaka boys dzangu ,Nyama dziri kusangana dzichibatana mbichana mbichana ,Handina hangu kwandiri kuenda kunge number dzechitupa sisonke.Ndisvitsireiwo mifananidzo kuma content creators vashandise ayo kwavanondi contentaaah
📷
✂️

21/01/2025
Uyu anoita
21/01/2025

Uyu anoita

Vakadzi nderipi zita raungade pane aya👇🏾? Pick your name....
21/01/2025

Vakadzi nderipi zita raungade pane aya👇🏾? Pick your name....

21/01/2025

With 04Bikitalady – I just made it onto their weekly engagement list by being one of their top engagers!

Aaah
19/01/2025

Aaah

Stop supporting Kaizer Chiefs or go to jail

Me

13/01/2025
12/01/2025

Why do they put stones on railway lines

11/01/2025

Guys ndaakuda kuita zvekuimba ndiudzeiwo studio ingandisimudza nekukasika around Pretoria

Address

Mwenezi

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Gora zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share