Ushe Simba

Ushe Simba SUBSCRIBE ON MY YOUTUBE CHANNEL

https://youtu.be/OsD-QhZ5-FQ?si=-0FMVq1VLgWNdqZO

12/01/2025

Imwe ngwere yekuKwekwe futi ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚, hadzipere ngwere dzacho ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ Tino Wema Firimu

09/01/2025

Cup clash yakahwinhisa Mbida D BMW๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

07/01/2025

Zvanzi na Khonanโ€™ale Silent Kฤซller ndomuda ndomupedza anonyaya kutenderera ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

07/01/2025

Zvanzi naKhonanโ€™ale cupclash yakachinja zvakawanda kana ndege taisatombodziziva uye ndaenda nzvimbo dzakasiyana siyana nekurova mangoma๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

07/01/2025

Zvanzi na Khonanโ€™ale dai ndakapinda mu yemota na Mbida D vanhu vaisa clasher paiitika hondo uye ndini ndaizoitora mota yacho๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

07/01/2025

Zvanzi naKhonanโ€™ale ndaida Kusangana nemunhu wangu ku cupclash , kwete vapfana vanenge vaine thinking capacity iri low

07/01/2025

Zvanzi na Khonanโ€™ale ndinoenda kumadzibaba, ndiri mupositori

07/01/2025

Khonanโ€™ale achitsanangura zvinoreva zita rake Khonanโ€™ale ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

06/01/2025

Machiziva here ichi Silent Kฤซller na Enzo Ishall freestyle session, ma1 aya๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

03/01/2025

Silent Kฤซller ft Vabati VaJehovah Ropa Regwayana

02/01/2025

Khonanโ€™ale na Mbida D vachirova ma freestyle vachisimbisana ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

02/01/2025

Mbida D na Khonanโ€™ale Mauto vawirirana collabo ravachaitirwa na Oskid, vakomana vazvibuditsa pachena kuti vanowirirana hazvisi zvehondo๐Ÿ˜‚๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

02/01/2025

Zvatirikuita itโ€™s entertainment kwete hondo, zvanzi na Khonanโ€™ale mauto clash inenge isina mbida inenge ichitondibhohwa saka mafans musapinda nemoyo ndezvekukufadzai๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

01/01/2025

Ko zvinozosvika pakutemana nema can nei, MBIDA Dee atemwa nema can achingosvika pa stage

31/12/2024

Haa Silent Kฤซller muhombe, nyatsai kumuteerera munzwe ma bars arikubuda apa, ngwere yemulonyeni haina kumira mushe๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

Address

Mutare

Telephone

+263776658133

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Ushe Simba posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Ushe Simba:

Videos

Share