Masasi bhoo here

  • Home
  • Masasi bhoo here

Masasi bhoo here Kukurukura nhau dzemu Domborutinhira

16/09/2024

MAKUNAKUNA ARIKUITWA PAMA SHOPS PADOMBO HAATAURE CHINHU.HAKUNA MUNHU WEMUNHU CHOKWADI. KANA UNE MUKADZI ANOSWERA PAMASHOP URIPAMA1

03/09/2024

Mudhara Soda opindira mushandi akarara kuda kudya bota.

30/08/2024

Madzibaba Prince Chimboza vaya vekutorera Dez mukadzi wake Magie vakarambana nemukadzi zvakare wavakatorera munhu.

30/08/2024

SaKombedzai nemudzimai wavo pavillage 6 votengesa mota yavo kuna Mazhakata. Vapedza kupihwa mari Sakombedzai voti ndakabirwa mota. Voti mudzimai ndiye akatengesa mota ini mota yangu ndoida. Nyaya yoendeswa kwa Mambo Mutasa. Nyaya yoonekwa kuti Sakombedzai ndivo vakatengesa.

29/08/2024

TEAM DOMBORUTINHIRA MANETSA NEKUENDA KWA MAMBO MURIKUMBOITA SEI?

16/12/2023

Kuno kumabhawa we have welcomed Mr. Mapfuka and Mr Oliver Rondozai. Tave kunwa navo. Tichiti Areroya.

12/12/2023

Hanzi kombi dzakanzi Gambiza dzinoenda nekud***o ndedzemabhinya. Pane ane rizere here panhau iyi

02/10/2023

PANE WHATSAPP GROUP RATIRIKUDA KUGADZIRA REKUGWEJENURA ZVINHU COMMENT WITH YOUR NUMBER TO BE ADDED. OR INBOX YOUR NUMBER.

24/09/2023

Mukaita dzimwe Nyaya dzinojamba Masasi Feel free kuuya Inbox motiudza isu toipa veruzhinji.

16/09/2023

Marara here d***o family. Ko makange makaudzwa here kuti Sam Morotari akatora mudzimai wechipiri nekuda kwekuti wekutanga akange ave ne 7 months achimunyima bota. Mukomana akati too late ndobva anotora musikana anotengesa mu bhawa rekwa Nyamasve anoziikanwa nekuti Timba.

15/09/2023

Bata nepapo chirikupisa mu village 7. Mukomana anonzi Jeri Mupunga onenedzerwa mhosva yekudanana nemudzimai wa Tawanda Munyakwe. Vaviri vanonzi vakasvikirwa irimo nemusi wechitatu chapfuura ichi. Vaviri vakasvikirwa vachidya bota nemudzimai wa Jeri. Asi Jeri anoramba mhosva yake. (to be continued..... )

15/09/2023

Tichiri kuzeya ya Macheka yekubatwa arimumba ma Chiunda. Nyaya haisati yatongwa nekuda kwekuti mudzimai wa Chiunda wacho (Mai Sai) kubva paakatiza haasati adzoka saka dare harifambire mberi asati adzoka. Zvinonzi akatiza pamba uye zvinofungidzirwa kuti akatizira ku Village 4.

14/09/2023

Murume anonzi Macheka pa village 3 vechidiki vanomuziva nekuti Chest out kana kuti coach obatwa red handed ane mukadzi wa Chiunda vanonzi Baba Sai pama church apo. Murume anoramba mhosva achiti ndinodanana nemunin'ina wa mai Sai. Asi mufon munozowanikwa ma message ake Macheka zvinova zvinotenderedza musoro wevanhu. More to follow.

Kukurukura nhau dzemu Domborutinhira

14/09/2023

Chichemo ndakachinzwa makati Masasi Dzoka uite basa zvino ndadzoka zvine mutsindo. Ikozvono ndine mbiri dzandirikufambira dzichangoburwa stay tuned

18/03/2023

Hama dzinodiwa muriko here uko. Feel free to inbox Masasi for all ma secrets amunawo.

08/06/2022

A teenager Ble marunga v10 otongwa nemhosva yekudanana nemukadzi wemunhu kwa Muponda. Same tym mumusha ma chunda wari padare zvakare mukoma wadanana nemukadzi wemunin'ina wopupura kuti rino ragore rechi 10 wachiita unprotected s*x ....... Ndafeenda zvangu

01/06/2022

Nhai pane aruziwawo wari kutenga zvigunwe here kuno kud***o tanzwa nekunetswa newe ma misika

Address


Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Masasi bhoo here posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Address
  • Alerts
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share