SSkywalker_ZW

SSkywalker_ZW A good heart and a good head are always a formidable combination 🤞

20/01/2025

Ma condom haaizomboita ma flavours Dai midhidhi yenyu isinga nhuwe

Hakuna mugoti mudiki pakumona sadza asi  poto ndiyo inenge iri hombe😉😂
17/11/2024

Hakuna mugoti mudiki pakumona sadza asi poto ndiyo inenge iri hombe😉😂

15/11/2024

Ukaona uri munhu mukuru uchiisa chigunwe mumhino wotokonya madzihwa pane vanhu unoda shamhu😆

kubva zvatakabaiwa vaccine hatichatore zvakanaka 😅😅
08/10/2024

kubva zvatakabaiwa vaccine hatichatore zvakanaka 😅😅

13/09/2024

🗣️
Mazuvano kana achikwanisa kukutengera Mirinda nema hello muitire mwana
😆

Utoriwo serious muChurchwonzwa munhu achinamata achiti "Ndichavabata hwani hwani vanhuvakakuroverai pamuchinjikwa"😱😱😱Sha...
29/07/2024

Utoriwo serious muChurch
wonzwa munhu achinamata achiti "Ndichavabata hwani hwani vanhu
vakakuroverai pamuchinjikwa"
😱😱😱

ShaShayne B MandishonaMShayne B MandishonanShayne B MandishonaaSean B MandishonaMSean B MandishonanSean B Mandishona

Iyeeh iyeeh yeeeh yeyeyeh Iyeeh iyeeh yeeh yeyeyeh Yeeeh yeiyee yeeh iyeyey Yeeeh yeiye yeeh iyeyeeeeh Aaaaah aaaah aàaà...
07/07/2024

Iyeeh iyeeh yeeeh yeyeyeh
Iyeeh iyeeh yeeh yeyeyeh
Yeeeh yeiyee yeeh iyeyey
Yeeeh yeiye yeeh iyeyeeeeh
Aaaaah aaaah aàaà yayayah

23/06/2024

Kupedza kwemurume ndiko kupera kwebonde zvako Sheroe🥴 zvekuti hauna kuguta☺️🥺 bika sadza udye ugute🤭

uchati ukuisa effort apa uchitoisa pressure 😂
17/06/2024

uchati ukuisa effort apa uchitoisa pressure 😂

16/06/2024

Big shout out to my newest top fans! Sakhile Madzorera

14/06/2024

varume vasina motor tadii kungopiswa zvedu🥲

12/06/2024

Zvaizvezvi zverudo hazvisi zvekuudza vanhu coz next week zvinenge zvakuita senge wakanyepa 🥱😂🤸

12/06/2024

Saka ukafa uriMwedzi unovigwa nepad here🥺🥱🤸

Vese vari  🤭 itai so 🤲🏼..ndimbokupai  😍 tushoma mumbo  😋 ♥️🤸 😍 😜🍻 🥃 🍻
22/05/2024

Vese vari 🤭 itai so 🤲🏼..ndimbokupai 😍 tushoma mumbo 😋

♥️🤸
😍
😜🍻
🥃
🍻

Hatikwanise kutiza rufu  🙏 asi tokumbirawo mumbotipa mukana wekuyarutsa pwere🙏. 👌 🙏 🤸
20/05/2024

Hatikwanise kutiza rufu 🙏 asi tokumbirawo mumbotipa mukana wekuyarutsa pwere🙏.

👌
🙏
🤸

Makambozvionawo ere kuti ma chances ekuita muroyi ari high kana ukarambwa🤔🤭
19/05/2024

Makambozvionawo ere kuti ma chances ekuita muroyi ari high kana ukarambwa🤔🤭

Mai Hope mwari ave newe sua kuurayira huku yangu mahara ere amana 🥱😭 👌
13/05/2024

Mai Hope mwari ave newe sua kuurayira huku yangu mahara ere amana 🥱😭

👌

Address

Kwekwe

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when SSkywalker_ZW posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to SSkywalker_ZW:

Videos

Share