Muroora weku Nigeria Diaries

Muroora weku Nigeria Diaries content creator
(22)

15/01/2025

Zvestationery ndamuudza zvekuita mwana wangu.satchel anaro.muclass imomo ndomune stationery yake.zvoda kungwara ngwara zvinhu zvacho.

14/01/2025

Rara pane pauchaiwana school fees yacho usiku huno here.

14/01/2025

January dhizizi rongeka gara kumba kwako .Unopihwa zita nekufamba mudzimba dzevanhu uchinzi vavinga tea .

14/01/2025

Good night namata usati warara .

14/01/2025

Kwayedza zvekare Good morning family.

13/01/2025

Ndopaunoona kuti Nyasha dziriko.wakauya kujoni 5 years kana toki kumusha ahusati watenga.Nyathi akangoti pfee zvese boom .Kuzadza imba neproperty ne1 day .

13/01/2025

Nyika yashata usangorase pamper remwana pese pese .Pad rawashandisa chairo rakutyisa kuisa mubin nyika yashata .shaving stick chaiyo bvisa bvudzi rako usati wairasa.

13/01/2025

Ndaenda kunobaisa mwana nhasi 6 weeks .Anditi mai vanotariswa futi pa6 weeks ini ketye pic ndakarara pakabed kaya send to Headmaster .Zvangu zvaita .

13/01/2025

Akuna imba inomiswa nemwana ane 14 years .Kumereji akusi kwekudya mabuscuits nemazepe ekumakula .Ngaende kuchikoro .

13/01/2025

Good morning family .

12/01/2025

Lagos family we are live cone join us

10/01/2025

Sleep Over inoendeka here naJanuary dhizizi uyu basopo kunorarira cabbage risina sadza.

10/01/2025

Wakazoti Headmaster uchavatii ?
Goodmorning family.

08/01/2025

Kuno Landlord ahwisisa kwasara Headmaster.Unoita seuchanopa Headmaster marasha akasara kuti imbosanobatayi neapa vakuru.

08/01/2025

Mabayo anonzii nechirungu nhai abiyangu .

07/01/2025

Chinja recipe yecabbage nhasi woisa salt mangwana worega kuisa wongorikwatisa.umwe musi wongoti vha rosara rine kagreen .umwe musi worikwatisa roita brown.

07/01/2025

Tuvana twamazuvano kungwarisa .Kunoti tivhure nzeve ngaacheme searumwa nerize Tikasiya obva anyarara .Kunodayi futi mhere kwetsu .

07/01/2025

Good morning family .Cabbage ronaka kunyanya risina mafuta nemadomasi .ukangoboilisa nesauti bho zvekuti.

Address

Harare

Telephone

+27612088700

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Muroora weku Nigeria Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Muroora weku Nigeria Diaries:

Videos

Share