19/11/2021
Team inzwai this is what happened I was KuMatapi ku Jexious corner, and Baba Lisa vakati mpfanha calaz unozviti haukwate mapenzi asi iro ranetsa kuno ne kurova vanhu, iwewe ukasvika pariri ukasarohwa ndokupa 20😂😂 ndikati Handina mushonga or mamhepo zvekuti ndorohwa ne benzi, ndabva ndatoenda ndikagara ipapo kutotanga kupisa nyaya akatonditi anonzi Simbaa,,. To those varikuti siyai ma camera kumba,ini I'm always ku ghetto either ndiri live or tichitora ma pics or video, let me be, I'm documenting my life because I knw I live once🙏Asi Ko patinotorwa📸 nemafans,ma chembere,ma pastor, vebhora,celebs, Maghetto Yuts munodi kuti siyai camera kumba? Tikabuda tichipamunhu Mari or Chikafu wonzi siyai ma camera, wobuda futi wakagara muchikurukura muchiseka wonzi siyai ma camera kumba😂😂,Mabhanditi inzwai munhu haumugone, ita life yako, post zvaunoda, firima life yako paunoda,uchiita zvaunoda you kids and grandkids nevana vavowoo, vachamaona mumasaisai imomo,Uyezve kune vakuti wadi kumupa Mari ne hembe ne Chikafu, inzwai munzwisise, hakuna benzi rino pihwa Chikafu,fodya, hembe, chero Mari, chero Mvura chaiyo,rikatambira,ukaona anodaro haapenge, Anenge Ari homeless,munhu anopengeswa habati chemunhu anenge achita tunhu twake ega,umwe anenge ukatomutengera hembe itsva anodzipisa saka kutotandara ikoko bhoe zvekuti🙏
https://youtube.com/playlist?list=PLQjwIukBQO1T4cyClww8DTAU0ZniGE2Z7