15/12/2024
Hesi vamushonga hide post .....ndirikushandira munhu akaromba she is a minister muno MuSA uhm vakoma mai vakaromba ivavo havadi munhu anoshandisa munamato pamba pavo even ukaenda kuoff havadi so nhasi taenda kuneimwe imba yavo kuneroom isingapindwe but we prepare food wosiya padoor pabva papinda call pafoni pavo vabva vabva pandiri ndasara ndakamira kwabuda musikana mutsvuk*tsvuku achinhonga chikafu chiya abva asanduka kuita nyoka ndangoburuka nekunanga pasi dinning ndikatanga kunamata........so this other day ndakanamata ndakatukwa zvimwe zvek*ti ndakashaya ndakatadzei apa mai ava vanechidanho kumother's union church handichatauri hangu please help me ndodii