Back to the roots films

Back to the roots films MY NAME IS DJ RIDDERMAN IM DOING MUSIC, VIDEOS, COMEDY, RECORDINGS, MIXING MASTERING, DIRECTOR, MANAGEMENT, VLOGGER, INTERVIEWS AND PHOTOGRAPHER
(4)

06/01/2025

Gud morning everyone

04/01/2025

Hakuna vanhu vanodada sevanhu vane muMango pamba pavo
🥲🥲

30/12/2024

Gud morning

28/12/2024

Usaenda UK 💔💔
Prophecy by Prophet Miracle Paul

NEWS>>>>>Zimdancehall musician Madzimai Icandy has revealed that she has been diagnosed with brain cancer and, as a resu...
18/12/2024

NEWS>>>>>Zimdancehall musician Madzimai Icandy has revealed that she has been diagnosed with brain cancer and, as a result, will not be participating in the Zimdancehall Cup Clash. She is scheduled to undergo surgery on 22 December.

Wishing Madzimai Icandy a successful surgery and speedy recovery. 🙏

18/12/2024

Arikuti anokurukisa musoro here or ndokupa number dzembinga🤣🤣
Usiyane naChidhumo uyo

17/12/2024

Chakachena pasi pano imvura chete ?zvevanhu ngatisiyanei nazvo mundiregererewo ndangoti tionesane🤞🏾🤞🏾

17/12/2024

Hapanawo ane pekuti ndigare hre mwana welodger rangu ane nhumbu anogona kundinyepera kuti ndeyangu saka ini handidi hangu miedzo😩😩😩😩😫😫

😂😂😂😂😂

BREAKING NEWS FROM MANINJA
17/12/2024

BREAKING NEWS FROM MANINJA

16/12/2024

Murare madya kwete kuda kumirira kupiwa chikafu nevafambi vemadeko🤣🤣🤣

16/12/2024

Marwadzo ekuenda parufu rwemuroyi , pamunenge muchiti zvaenda tombozorora mohwa vazukuru vachiti , Takadzidza zvakawanda kubva kunambuya 🙌🏽🤣🤣🤣🤣

16/12/2024

Nhamo haibve pane imwe sahwira wangu atizirwa neumwe mkadzi achigara pamba paatezvara
💔💔💔💔🤣🤣

16/12/2024

This December haikona kupa vanhu maproblems, kana uchida rubatsiro tengesa phone yako😂😂😂😂

16/12/2024

Vanhu veManCity kuri seiko kubasa nhasi? Isu taenda hedu nemufaro tatisiri kunyangira road yekubasa 😂.

Kana boss wako ari weCity itombobehavor nhasi rinogona kuswera rapera.

16/12/2024

🗣️

Makambo nyanyo tadzeiko vanhu vemu Harare zvekuti taundi yese yabva yapisa kuita Gehena kudai
🙌🏽

16/12/2024

With Kingress Tv – I just got recognized as one of their top fans!

Address

Pretoria
0216

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Back to the roots films posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Back to the roots films:

Videos

Share