06/10/2024
MUNYAMA REMEDIES
👉Tora Chifumuro vosanganisa nembanje
👉vogeza nemumvura yaunodira mukaka fresh milk.
👉Geza uchitaura zvakzipa zvifumuke,
👉unogona kufukira pamarasha mbanje nechifumuro.
Handisi k*ti upute mbanje kana vadzivana❌
👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇
Minyama yek*ti wakangozvarwa nayo kana k*ti uri kufungira k*ti unayo ita izvi:
👉1white kenduru,
👉red pepper,
olive oil original,
👉nyora nhamo dzako dzese pa candle uchishandisa a sharp object ,
👉zora olive oil pa candle
dira red pepper inamire pa candle
Red pepper irikumiririra munyama,
Candle ririkumiririra chiedza,
👉batidza kenduru rako wakariisa panzwimbo inoremekedzeka pane runyararo,
👉siya ribvire kusvika rapera,
ita izvi masikati kwete manheru
👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇
munyama ne kuzvidzivirira
Type yeminyama :
yekurasirirwa
Yekuberekwa nayo
Yekuhakira
Yedzinza
Minyama yeshavi / dzimu
Kana rakatsipikwa
🏺tsvaga bute rehondo...
Unomwa
Kugeza
Kunatira
Nokudeketerera
💓💓💓💓💓💓
Zvekuhakira pamharadzano
👉Nokora ivhu remhararano ..
👉Sanganisa nesalt yemagodo yawapisa/ kana kukanga
👉isa mvura mubucket half .
👉Woisa ivhu nesalt ichiri kupisa mumvura
👉wotsikamo kwekanguva.
👉Zvobetsera vanorwara nemakumbo or vakanokorwa tsoka
👉Wapedza tora bute rematare
👉natira wakashama haurase mvura unokusha zvee mumbauchishandisa mutsvairo
👉uchitaura uchidzinga mweya yose yaik*tevera ibude 👉kana une yard kusha zvekare ...
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
2 ...kozoita zvekare minyama inokuvengesa kushaya basa ,kusemwa
🏺Panoda bute
Freshmilk
Mutsvairo mutsva
Hembe yousisade
Zviyo
🏺Zvokuita
👉Pfeka hembe dziya
👉isamvura mubucket yakazara inotonhora.
👉isa mukaka nezviyo mukati ..
mix uchishandisa mutsvairo
👉Rova maoko nemutsvairo uye nepasi petsoka
👉Nehana uchiita uchiunyika mvumvura afta that
👉Geza nayo uchitaura uchidzinga mweya wakaipa
🏺Pak*taura unogeza uchiti:-
👉ndoda ndichene semukaka
👉ndishaye zvipomero ,
👉chandinobata chiendeke
👉Zviwande sezviyo ndibudirire.. 👉vagutsikane neni semvura iyi
👉wozotaura zvirikukunetsa uchizviramba pamutumbi wako..
wapedza woti hakuna chituko chichagara pandiri chisina k*tenderwa
🏺Zvauchaita nehembe dziya dzwawakapfeka ..
👉zviri kwauri kupisa kana kunozviisa pamhararano
❌️❌️❌️Hazvivati mumba wapedza isa panze ukasiya mumba motangidza
👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇
🏺Kana uchingovengwa,
👉tora matoto ehuku manyoro
👉oaisa mumvura yakaboiler
👉then u steam/ kunatira
👉Kana wapedza geza nemvura yacho
wooma wega...
👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇
vemunyama vaye
👉gezai mapfunde machena aye
👉kana wamageza anobvisa munyama uye wekusamiswa munzira
👉unomiswa paunofamba uchandiudza
🤞🤞🤞🤞🤞🤞🤞🤞🤞🤞
Kusemiwa*
⚡️Pangava pabasa kana kumba, mweya uyu watambudza vanhu vazhinji kuonekwa sechimwe chinhu.
⚡️Pane vakakushandisira tsvina yembwa k*ti zvidaro vakafuridza mhepo now wakuonekwa sechembere
⚡️It's a demonic spirit
🏺Ita izvi
👉tora zai rako woputsa
👉chatinoda apa iyoke chete unoisa mubowel ,
👉Tora yoke iye wozora kumeso uchituka mweya iwoyo zvinesimba
after that mira kwe2 minutes wogeza
👉wotora olive oil wozora kumeso uchitaura k*ti
👉beauty yako idzoke vanhu vakuone semunhu
# zvaita.
🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴🦴
Evil Spirits
💥💥💥💥💥💥💥
Kune munhu wese anoziva k*ti ndakasungwa hupenyu kana mbereko, mari,mabasa,mukana,urwere mamhepo engozi, nezvikwambo unotora sea salt ,mukaka, (nemaKey 🔑✅)
(kwete🔐❌) wozvisanganisa wokumbira zvaunoda wonwa nekuzvigeza kwe 3 days chete ndatenda
Key unenge uchikumbira kuvhurirwa chese chakavharwa muupenyu hwako
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Kunevanhu vanorarisa bhutsu👟 panze ,minyama yoga yoga yatozvitsvakira,mutsvairo haumiswi mumba munogara riri bongozozo nababa garisai mutsvairo wakarara kuumisa k*tozvisimudzira mhepo,salt haikumbidzanwe inoshandiswa pakushinhwa saka panoshanda salt isiri yako panoda yekukumbira e.g kubviswa munyama unobva wauya kwauri munyama wacho iwe nyakupa salt,worse kuokumbirwa husiku zvinotoyera kuMakore...Kore ukakumbira salt husiku vanokunyima unoudya muriwo usina salt wainyimwa ,mugoti haikumbidzanwe,mutsvairo haukumbidzanwe
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
vanemunyama vaye mumboita izvi wese anoti akanzi unemunyama
Huya apa
*Honey/Huchi*
Ndoda utore huchi husina kubikwa bikwa tsvaga huchangobva pamukoko unenge huri powerful huchi hunoita k*t usangane nemanake mhanza dzinovhurika
Huchi huneka spirit kemudiwa diwa pangave pabasa kana murudo
Chii chaungaite
Tora huchi hwako ma teaspoon matatu wosanganisa nemafuta ako ekuzora uchaonà k*t uchasangana neminana pane zvaunoshuwira
Kutenda kwako ndiyo key yema blessings ako
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Kubvisa Munyama
kune Vaya vanoti hatigare mumarelationships or vasingapfimbwe Vaya*
vemunyama vaye gezai mapfunde machena aye kana wamageza anobvisa munyama uye wekusamiswa munzira unomiswa paunofamba uchandiudza
*Usandibvunza k*t ndomawanepi zvandiri kuno uye ndati mapfunde machena*😊😊😊
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
*MUNYAMA*
Panoda *bute rehondo*
Torai ivhu retsoka dzenyu.(pamunenge Matsika)
Chitorai zviyo
mutsvairo mutsva
nezumbani
MAITIRO
Nyikai zumbani mumvura mokwatisa. Kana rakwata sanganisai nebute moisa tsoka dziyo nezviyo .
Tukai nekuramba kufundidzwa nekurondwa tsoka ....Tukai jambwa risingade chakanaka tukai zvese zvamusingade muhupenyu hwenyu kana mapedza mopinda henyu mekugezera moita mutsvairo wekunyika mumvura muchizvishamba kubva kumusoro zvichienda kumakumbo.
Mapedza motora zviyo zviya nemavhu nebute nemvura yenyu yasara iye moisa muchigubhu moenda panoerera modurura henyu moisa mutsvairo wenyu mumvura kasi pamunenge muchiita izvi munenge muchikumbirawo mashavi akanaka anogona kuvhima zvinobatika motaurawo zvamunoda muhupenyu hwenyu
🏃🏽♂️🏃🏽♂️🏃🏽♂️🏃🏽♂️
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Ukaona munyama wekusarorwa vanyanyisa Tora mutsvairo wemumba uye woisa mumvura wogeza uchitaura kt ndik*tsvaira zvese zviri pandiri marara ese ndikubvisa kana vapedza unoukanda kumawirira right wotora mugoti munobika sadza uye woisa zvakare mumvura woti sekudiva kunoita mugoti neniwo ndomadirwo andichaita hapana musha usina mugoti Saka ini ndichaona semugoti ndoda zvakanaka pahupenyu hwangu vapedza woubata zvakanaka woisa paunogara zvakanak ndatenda hangu
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
*Kune vose vanoti zvinhu zvangu hazvisi kufamba*
*Tora ivhu repanowanda vanhu ne fresh milk nezviyo wosanganisa wogeza uchitaura zvese zvaunoda nezvausingade wapedza kugeza rasira zviyo zvacho pazvinomera umboonawo*
*Dnt ask me more questions ita zvandataura come back with testimony*
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Maizviziva here
Kana uine dambudziko rekungovengwa pasina wawatadzira chero chipi kana kupi Tora uchi wosanganisa ne ginger/tsangamidzi but zvinoda iri crushed then small portion geza nazvo zvakadero uchaona kushanduka kwezvinhu asi pamwe nekudzinga mhepo usaudze chero ani zvake nek*ti unogona k*toudza anokuvenga wacho usingamuzivi
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
Imi monetseka nek*ti hee ndine jambwa munyama ndakati wani
tora mutsvairo uye watotsvairisa panze kunyanya imi vari mumaguta
unyike mumvura mazuva maviri wozougeza
unotsvaira zvakawanda jambwa munyama uri pauri
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓
KUGANHURA MWEYA YAKAIPA ISINGADI CHAKANAKA
Torai Gumarara reMuzeze nereMutondo moisa mumvura ,
Gezai makuseni mambakwedza
muri kumavirira emusha wenyu pakaperera chivanze chenyu
makatarisa kuMabvazuva
muchiraira Hondo dzeMadzinza ekumhuri yamakaberekwa!!!!!!🔥
Izvi zvinoganhura mweya yeMadzinza yakaipa,munyama,kushorwa,kuvengwa pasina mhosva,kupomerwa mhosva pasina,kusemiwa,kurambiwa nemurume pasina mhosva,k*tukwa kumabasa pasina mhosva,kurebwa pasina mhosva,kuronga dondo nguva nenguva,madhiri ako haafambi,vanotengesa zvitengwevo,kukurira vevengi vehusiku
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
KUNE VANOFUNGA KUTI VANE MUNYAMA URIKUVATEVERA
NDOKUMBIRAWO MUTSVAGE MVURA YECHISIPITI
MOYISANGANISA NE ZAI RECHIBHOI RINOTANGA KUKANDIRWA NEHUKU KANA YAKUKANDIRA
MOISA MUMVURA MOGEZA MAPEDZA MONOPWANYIRA PAMHARADZANO UNOGEZA KWEZUVA RIMWE CHETE
💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓💓MUNYAMA REMEDIES

Gezai makusen mambakwedza
muri kumavirira emusha wenyu pakaperera chivanze chenyu
makatarisa kuMabvazuva
muchiraira Hondo dzeMadzinza ekumhuri yamakaberekwa!!!!!!🔥
Izvi zvinoganhura mweya yeMadzinza yakaipa,munyama,kushorwa,kuvengwa pasina mhosva,kupomerwa mhosva pasina,kusemiwa,kurambiwa nemurume pasina mhosva,k*tukwa kumabasa pasina mhosva,kurebwa pasina mhosva,kuronga dondo nguva nenguva,madhiri ako haafambi,vanotenges zvitengwevo,kukurira vevengi vehusiku
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
KUNE VANOFUNGA KUTI VANE MUNYAMA URIKUVATEVERA
NDOKUMBIRAWO MUTSVAGE MUNYAMA REMEDIES