Is this good driving or dangerous driving? Let's hear your thoughts.
How to go down Xmas pass curves doing 160km/h
#diamondcitymutare
#xmaspass
Long queues of trucks in Mutare a very big worry to motorists.
Zvakurwadza izvi, especially pick hour ma1.
#Chigomba
#Chimoio_flats
Kana ukasaziva apa then hausi mugari wemaMutare
Wait for that move 😂😂😂😂
Ndiyani waunoziva anogona chinhu icho...
Comment nezita rake
Mutare accepted the challenge... Let's see what you got in the comment section
UK yazviita zvakare.ungaitesei waona mai wako wachinzwai?
Ini handisi kugutsikana kuti zim dzinowanika dzakakura kudai
Pafeya Wariko wati wasangana nedzakakura so?
Idi nyika yapaduka boyfriend Yako yodyisa mwana wako nhengo yake okutumira video worega ko, what kind of a mother is this one😭😭😭😭
Veduwe 😭😭😭 tomboitaseiko nenyaya yehuroi iyo,kurwa kopedza dambudziko here?
Gokwe yazvimirira,kna maswerawo
CHALLENGE ACCEPTED VANCHOGA!!!
If you thought it's only in Zimbabwe we have VanChoga, this guy below will give you second thoughts.