Nyanduri WeChipinge Chese

  • Home
  • Nyanduri WeChipinge Chese

Nyanduri  WeChipinge Chese Publish stories near you and promote people in poetry

24/04/2024

If you are a side chick yu are not allowed to send message like "honey can i visit you today," you are supposed to say " hello coach are we practising today."

19/04/2024

Tangoipemberera hedu Independence asi yeyi kupembera kuti tirikufema sezvo vanoti chikuru kufema. Unotoshaya nekuti mbuya Nehanda nasekuru Kaguvi vakafirei

23/03/2024

Ko h**e renyika rakazopuwawo ere mota😀😀

20/03/2024

Nyasha pamusoro penyasha,,,upfumi pamusoro peuhupfumi,,,mota pamusoro pemota. Tanzwa madzibaba Wiki..

25/10/2020

it's a joocy kaboom,,, Good day everyone and happy Sunday. may God bless you all

04/10/2020

vanhu ava vanenge vasingadi kutivhurira maboarder

29/08/2020

Being a good servant pays later ....good day my friends

13/08/2020

So boaders will still remain closed even if we move on to level 2 this Sunday

22/07/2020

Wakauya necorona mwari ngaamukomborere hake

15/06/2020

THIS LOCKDOWN IS PI***NG ME OFF GUYS

26/04/2020

I think nhasi ED Mnangagwa vachapindawo mulevel 4 ...ndivo vanhu vaya vaikopera nezita remunhu muclass

16/04/2020

NDANZWA NGEKURARARA KO INOMBOPERA RIINI LOCKDOWN

04/04/2020

Hidey pliz. Ndookumbirawo kubvunza kune vanomwa doro kuti paGood Friday nepaEaster toomweyi. Thanks kune vachapindura

27/02/2020

Dear Ex yangu

I wish ungamhanyiswa ngembwa utizire muroad then wochaiswa ngemota. Ambulance you yokutora yopedza yochaiswa ngetruck yowira mumvura hove dzokudya then varedzi vouya voredza hove dziya vodziuraya dzoinzwa tined fish ndouya ndotenga tinned fish ndodzifraya ngemafuta akawanda ndopedza ndoenda koitira tsvina musango imbwa dzouya dzodyazve tsvina iya.

10/02/2020

Tingaitasei mare gore rino iro ririro gore ratakashandisa same calendar 1992 gore renzara

Zvakaoma hazvo

02/02/2020

Hide pliz. Guys ndokumbirawo kubvunza kuti back pain inokonzerwa ngei kuvarume uye inoperasei

10/01/2020

Today is the last day on fasting . May our Lord be with us. Thank you Lord

03/01/2020

I hope you are all happy. Happy new yr to all of you

19/12/2019

The only day I hate is xmass bcoz I don't have money to enjoy. Thanks

23/11/2019

My good pple I greet u

21/10/2019

I will miss you Gr**go bcoz of the strike yamadoctors in Zimbabwe and poor economy of our country

08/10/2019

Go well Helen our former DA leader we will miss you and may your soul rest in peace

30/09/2019

kani pavakazovigwa pacho hayiwa chero Jesu haanakumboitwa zvakadai. Sometimes ndinombofunga kuti kuisa kwavakaita concrete vaida kuti akanyambomuka asawanemukana wekubuda kwete zvavo zvekutivhara kuti hee hee tinotyira kuti vanhu vangazoba mutumbi wake vakatora maparts ake kumashandisa. Vangaudii mutumbi wemuroyi ivo vakakoniwa kuba mutumbi wajesu mwanakomana wamwari. Vanhu kwanai manzwa,,, chizimbo stye chenyu munozonyanya

21/09/2019

When Jesus say yes nobody can say no

12/09/2019

Eish takazviona mdara Bhobho vakauya but iro coffin ravo rinenge rinetv mukati vakadii vakaritengesa vobhadhara vasevenzi mare,,,

09/09/2019

eish i miss Mugabe even if he was not a good leader at the end,,,but may his soul rest in peace

03/09/2019

Why South Africans hate the foreigners ! Need answers

21/08/2019

This month is woman's month wathinda umfaz uyabotchwa

Address


Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nyanduri WeChipinge Chese posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Address
  • Telephone
  • Alerts
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share