Caramel funs &friends zw

  • Home
  • Caramel funs &friends zw

Caramel funs &friends zw CALL FOR BUSINESS ONLY +26778165587

Bby rinoda mukomana asina mari unoriwana muma movie eku Nigeria not in this world bhanku work hard udyiwe unyerere 😅🤪😜🤣 ...
11/06/2024

Bby rinoda mukomana asina mari unoriwana muma movie eku Nigeria not in this world bhanku work hard udyiwe unyerere 😅🤪😜🤣
# KA SLENDER KENYU🖤🖤
🖤🩷 🖤❤️

11/06/2024

Thanks for being a top engager and making it on to my weekly engagement list! Clever M Takawira, Trevor Tanana, Caleb Donsa, Manual Mutindi, Progress Donsa, Ernest Tsikwa, Gilbert Mukabeta, Allan Murwira, Chitodzeheke Junior Ephraim

10/06/2024

*Kana Pane arikuda kuti aitirwe passport same day inbox me....girlfriend yeshamwari ya blaz vangu sisi vake ndo vanemurume ane shamwari ina sekuru vane mwana arikushanda kumba kwemuface anotamba nemupfana wa taxi driver anotakura munhu anoshanda kumapassport*.
☹️
🫴CCaramel funs &friends zwfCaramel funs &friends zw&Caramel funs &friends zwCaramel funs &friends zwzCaramel funs &friends zwor you

10/06/2024
For those who want to plait single .Iinbox 100 p**a
10/06/2024

For those who want to plait single .
Iinbox 100 p**a

Sofa ratengwa titenda
09/06/2024

Sofa ratengwa titenda

🥰🥰
09/06/2024

🥰🥰

Pillow fight aizodewo neslender seni so unobva waita kunge ukurova nyoka 😞😏🤣😄 # DA SLENDER GAL 🥹🖤      GANGSTER GAL🖤🥹👌
09/06/2024

Pillow fight aizodewo neslender seni so unobva waita kunge ukurova nyoka 😞😏🤣😄
# DA SLENDER GAL 🥹🖤
GANGSTER GAL🖤🥹👌

09/06/2024

🥰🥰🥰🥰vanoera shumba let's gather here

09/06/2024

Vakadzi Vanopfeka MaRing Vasina Kuroorwa Vanenge Vachida Ku Prover Chii nhaimi

08/06/2024

ONE DAY RE TLO RAPELA RE SA KGOPELE SELO ,RE NO LEBOGA!!

07/06/2024

If u have a business or any job......

If u want me to advertise for you

Inbox

Good morning Caramel funs Caramel funs &friends zwCaramel funs &friends zw zw

06/06/2024

Ndiyan anoti ariega pamunhu wake timupe mascreenshots faster faster senyika

06/06/2024

Zvii zvimwe zvinogona kuita kuti munhu afambe achitaura ege kunze kwesalary nemarriage??

Don't have a burning heart all the time sometimes cool your heart so that your mind and your Soul can fix your smile on ...
05/06/2024

Don't have a burning heart all the time sometimes cool your heart so that your mind and your Soul can fix your smile on your face. I just have a cool heart just like my behaviours i hate nor abuse no one just call me Caramel funs Caramel funs &friends zwCaramel funs &friends zw zw 🫴🏻🫴🏻🫴🏻💘 the girl of peace and comfort 🤣🤣🤣🤣🫡

To my unborn kids usatye mufana wangu momz vako ipombi 🤣🤣😅 and you wont need a snapchat daddy’s  cute 🤣❤️📌❣️ # U Gangste...
05/06/2024

To my unborn kids usatye mufana wangu momz vako ipombi 🤣🤣😅 and you wont need a snapchat daddy’s cute 🤣❤️📌❣️
# U Gangster gal ❤️💘
# BABE💯💘
GOOD AFTERNOON FAM 🥰❤️

Kozoita dzimwe hasha dzavanoita zvekuti wega unonyatsoona kuti apa ndakubatanidzirwa pa heartbreak yandisingazivi kwayab...
05/06/2024

Kozoita dzimwe hasha dzavanoita zvekuti wega unonyatsoona kuti apa ndakubatanidzirwa pa heartbreak yandisingazivi kwayabva😂😂🙌

02/06/2024

Situation yandiri ndogona kutora 1 hour ndakakutarisa asi ndisingakuone

02/06/2024

Come and join my live at 1 pm thnk yu

Unenge usina pfungwa dzekuisa munhu mubhodhoro wotozoona kuti ndikasadaro ndofa ndiri single chete😫😂😅😅😅               Ca...
01/06/2024

Unenge usina pfungwa dzekuisa munhu mubhodhoro wotozoona kuti ndikasadaro ndofa ndiri single chete😫😂😅😅😅
Caramel 🖤💗
🖤 QUEEN HER SELF 💘🖤♥️

31/05/2024

🤪🤪🤪🤪🤪🤪

Usati waroorwa waidanana nevarume vevanhu .Now waroorwa hauchade newako ukwane, zibere remunhu
30/05/2024

Usati waroorwa waidanana nevarume vevanhu .Now waroorwa hauchade newako ukwane, zibere remunhu

29/05/2024

Hakuna relationship isina h**e 🥱 either ndiwe or ndiye in most cases mese futi🥴chokwadi chinenge ngozi😂😂

29/05/2024

🫡🫡🫡🫡🫡

28/05/2024

Nyaya dzekuti munhu anomirira kuda kutangwa dzanesta ini ..
Tanganai uko kwete kuita fungwa dzinenge dze zuva🤣🤣🤣🤣

26/05/2024

Ko kana ndanyura challenge 😂

Munhu waunaye arikukufadza here or ndivana mweya ndisesekedze😂😂
26/05/2024

Munhu waunaye arikukufadza here or ndivana mweya ndisesekedze😂😂

Address


Telephone

+26778165587

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Caramel funs &friends zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Shortcuts

  • Address
  • Telephone
  • Alerts
  • Videos
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share